22/07/2025
Hie Admin makadii ndichaisa nyaya yangu muchidumbu nek*ti inyaya ihombe,madzikoma angu vaiuya kumba vachipembera, kudya nekunwa. Musi wandakatanga kufungira k*ti hazvisi zvega panext pedu paive pane rufu asi havana kuendako vakatopembera as usual tichigocha nekunwa. Takaberekwa tiri 3 boys ini ndini wekupedzisira. Vabereki vakashaya ndichangopedza chikoro. Madzikoma vakatanga kugara Joburg.Tichikura ndaingoita zvekunzwa nevanhu k*ti vabereki vangu vaive vakabata bata. Izvi handina kuzvitora serious ndaiona segodo raive nevanhu nek*ti pamusha pedu panoyemurika. Ndofunga 2 years vabereki vachangofa nek*ti vakaita zvekufa same time vese kungorwara baba ndivo vakatanga amai vachitevera. Pamusha pakatanga kudzikira zvinhu zvichipera nek*tengeswa nana mukoma. Hupenyu hwakambooma zvekushaya chekudya. Vana mukoma vangu vakazoenda joni ndok*tanga kuchinja zvinhu ende pamba zvinhu zvakadzokedzana mari yakatanga kubatika. Asi chaindinetsa every December vaiuya vachipembera kubva musi wa16 to 20 every December. Izvi zvinhu zvichirikuitika up to now. Ini ndakatanga kuita chirombe ndakungoswerera hwahwa nefodya. Nditsvage basa handiriwani, marriage ndakazama ikaputsika tisina kana kumboita gore. Ndakazotaura nana mukoma vanditore ndizame kuJoni kwavaive vakati vachauya vachinditora December pavanouya.Vakauya December iya hama dzese dzakaungana senguva dzese. Pakaurawa mombe ini ndokubva ndaiswa kuchikwata chaita nezve braai semfana plus k*tonyengerera k*ti vadzokere neni saka vakanditi nditsvage vamwe vakomana tivhiye mombe. Ndisat ndaenda kunovhiya vatete vangu sisi vabana vakandidana vakandirambidza vakati rega vamwe vacheke iwe usacheke asi usaudze munhu zvandakuudza. Nenharo ndakaenda kunocheka mombe iya ndokubva ndazvicheka chigunwe chese kubva ropa rakabuda ipapo uhmmmm zvaive zvisiri normal, tete vakauya kwataivhiya mombe vanzwa ndachekwa ndokundizevezera k*ti handina kukuudza here ukaita nharo? ...
*Usaenda usina kusiya Emoji for p2.*