12/08/2025
*πΏπΌ ZVIRI MUDZIMBA NEKURARAMA*
π Admin, please hide my ID. Ndiri kupera nehasha, mwoyo wangu wakazara godo. Ndiri kufunga kuuraya mudzimai wangu, nevana vaviri veduβ¦ neiniwo pekupedzisira.
Ndine makore 40, akaroora 15 years back, tine vana vaviri nemukadzi wangu. Asi ndakaita side affair nemumwe musikana kwemakore 4 β mudzimai wangu asingazive. Gore rapfuura girlfriend iyi akati anoda mwana, saka takasiya kushandisa protection. Asi hapana chaibuda, kusvika atanga kushungurudzika nepfungwa zvekuda kuzviuraya.
Ndakamunyaradza ndokumuperekedza kuna chiremba k*ti aongororwe. Chiremba akati haana dambudziko. Asi akasuggesta k*ti iniwo ndiongororwe. Ndakaita kudaro β ndikawana mhinduro dzakandirova sedombo: Ndini ndine problem, handizvare
Pfungwa dzangu dzakabva dzapenga ipapo. Ko vana vaviri vandinoti ndevangu, vabva kupi? Zvinoreva k*ti mukadzi wangu akambovata nemumwe murume kana varume tiri tese, ndokuzvitakura. Ndiri k*tadza kumubvunza, asi ndiri k*tsva nehashaβ¦
Hama, ndibatsireiwo β ndotii? Kana ndikatadza kuzvidzora, ndichaita chinhu chakaipa."
*Whats the best thing to do, odii?*
β€οΈ Taura nemukadzi wako zvinyoro, wozotsvaga DNA test
ππΎ Ramba wanyarara asi wogadzira plan yekubuda mu marriage
π Bata mapurisa kana vabereki vasati zvapera zvakaipa
ππ» Kuramba zvachose kuzoita chimwe chinhu β rega Mwari vatonge
π’ Siya mukadzi iyeye