Loice wa Audrey

Loice wa Audrey Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Loice wa Audrey, Digital creator, Langa.

28/02/2026

ndakatohadhira mudiwa ❤️🫂 ゚viralシfypシ゚viralシalシ

28/02/2026

Thank you Jesus 🙏

🤣🤣🤣🤣🤣
28/02/2026

🤣🤣🤣🤣🤣

01/12/2025

l don’t own this music are looking for a good friends please 😓

26/11/2025

Hi everyone l love you 😍

Hie auntie please hide 🫣 Ndri musikana ane makore 27 ekuberekwa takabetekwa tiri vashanu mumba medu vasikana 4 mukomana ...
19/11/2025

Hie auntie please hide 🫣 Ndri musikana ane makore 27 ekuberekwa takabetekwa tiri vashanu mumba medu vasikana 4 mukomana mumwe chete vabereki vedu vakashaika vese ndiri seni baba handitovazive vakadi siya ndiri mwana mudiki 😭😭😭😭ndakaita imba yangu ndakabereka mwana wangu mumwe cht mukoma ska pakauya mari yekunoroora mukoma wangu akaudza murume wangu kutii wisa mari kwandri vachireva kwavari ivo mukoma ,murume wangu akaita saizvozvo mukoma vakadya mari yangu yekuroorwa kwangu pasina dzimwe hama kana vekwa mai chaivo vainge vasipo .Ndakavabvunza kuti mukoma makazviona zvichitwa kupi izvozv zvamaita vakandipindura mashoko anorwadza zvekuti ndakabatikana 😭😭😭😭 vakanditi iwewe hauna chaunotaura uri mwana mudiki chero wakadzoka pamba warambwa nemurume hazvina basa unouya wogara pamba ndagara inin sehanzvadzi yako handitodi kuti uroorwe ndoda kuti ugare padhuze neni ndichikuona kuti urisei 😭😭ndakabatikana ndakavati ini ndinoda kutogara nemurume wangu kwete zvamuri kutaur izvii,zvakadarika izvozv ndakaenda kumurume wangu takagarisana zvakanka yakazoti yafamba nguva imba yangu yakatanga kunetsa semnhu anoda imba yake ndakaedza kutsvaga hama dzinotigadzirisa ana tete vemurume wangu vainge varipo asi vekwangu vakaramba vakati enda unoudza mnhu akadya mari yako ndiye apedze nyaya dzako 😭😭😭mukoma ndakavaudza vakati zvakanka ndouya togadzirisa zviri kunetsa asi murume wangu akati hazviite kti mutigadzirise nekuti muri baba kusvika pakuti imba yangu yakaparara ndiri kurwadziwa 💔💔😭😭Comment for part 2 kudzokera kumba kwavo mugariro nematambirirwo akaitwa 💔😭iyandin

Address

Langa

Telephone

+27683398054

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Loice wa Audrey posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share