18/06/2026
Wanano chinhu chakanaka chose huye munhu wese anekodzero yekuwana kana ku wanikwa kana asivika pazera rakakodzera.Asi pane zvirikuitika kuti unozongondzwa kuti kuva ne muroora ne muzukuru vari kurekure uku kana kuti kwa ne mukuwasha.Vanogopedza makore vachingoti tichauya tichauya kutozongo pera zvakadaro.Vazukuru zvakanaka chose kufambisa zvinhu zvenyu negwara rakanaka mufunge.Munoiona sei nyaya irikutwa nevamwe venyu iyi munoti kudii ngatibatsirane mu comment section tose tindzwe kuti chiiko chirikurema kufambisa zvinhu nendzira yakanaka vazukuru. ππ€π€·ββοΈ