Gogo va Sma

Gogo va Sma


(14)

Zuro kwakapisa apa taiita kumhanya muma Street kutsvagana nenyaya dzema 2k isu tachena musoro zvese nekunhingirikiri zvi...
23/12/2025

Zuro kwakapisa apa taiita kumhanya muma Street kutsvagana nenyaya dzema 2k isu tachena musoro zvese nekunhingirikiri zvinhu zvacho so ka zvekudaro hazvidi kudaro so

Umm kunzima kuno ndaita ye Grey not ye blue sekuru vasma vandiigira ye Grey
23/12/2025

Umm kunzima kuno ndaita ye Grey not ye blue sekuru vasma vandiigira ye Grey

Kutongokapihwa kamari kacho nekutopfurira kuyenda kuchitoro apa kutonganwa  kuti kusimusi izuva rimwe chete January arik...
22/12/2025

Kutongokapihwa kamari kacho nekutopfurira kuyenda kuchitoro apa kutonganwa kuti kusimusi izuva rimwe chete January arikusvika manje manje zvinhu zvacho so kha

Murudo murudo guys ndibetsereiwo apo  i know together we can do it
22/12/2025

Murudo murudo guys ndibetsereiwo apo i know together we can do it

21/12/2025

Zvakaoma chokwadi matukirwo akuitwa Mai va Nyathi anorwadza chokwadi ko vabereki vanokwana papi panyaya dzevana tisadaro vanhu wee kuvaka here kwatiri kuita kana tave kutoputsa imba yevana. Kutuka sandiko kuvaka kutoparadza.

Kanyika kedu kanonakidza guys kanongoda kuti ugare une data chete hauite kana stress zvako last month taive neya Prophet...
21/12/2025

Kanyika kedu kanonakidza guys kanongoda kuti ugare une data chete hauite kana stress zvako last month taive neya Prophet Magaya tichibuda kuchipinda ya Vecco uchibuda kuchipinda ya kapfupi nhasi Kuna ya Buffalo family Zimbabwe hoye inonakidza zvedi better ndishaye mari yenyama ndichiwana hangu yekutenga data pamberi nekunakidzwa vana vevhu

Mangwanani akanaka mhuri ye meta Ende tinongoda kupa chipo chekutenda Nyathi family nekuwanisa vazhinji content tinongot...
21/12/2025

Mangwanani akanaka mhuri ye meta
Ende tinongoda kupa chipo chekutenda Nyathi family nekuwanisa vazhinji content tinongoti ngazvirambe zvakadaro tikutosimuka nekuda kwezita Rako

21/12/2025

Driving yakadai haidiwe iyi kumhanya sandiko kusvika

Molweni zithlobo zami beyinjan imini yenu. Thina saba nemini yemnandi besisemgidini namhlanje sanwaba bethuna.
20/12/2025

Molweni zithlobo zami beyinjan imini yenu. Thina saba nemini yemnandi besisemgidini namhlanje sanwaba bethuna.

Ndozvatapakurirwa kuno Nana mara nerh holiday haichipera here vachidzokera havo kwavo joni ko zvatatowinda nemazuva mavi...
20/12/2025

Ndozvatapakurirwa kuno Nana mara nerh holiday haichipera here vachidzokera havo kwavo joni ko zvatatowinda nemazuva maviri avasvika

Good morning family happy Happy sabbath day wishing everyone a wonderful day
20/12/2025

Good morning family happy Happy sabbath day wishing everyone a wonderful day

Ana Mara nerh vakasvika madeko nanhasi vachiri vakarara Zvakaoma wena.
19/12/2025

Ana Mara nerh vakasvika madeko nanhasi vachiri vakarara Zvakaoma wena.

Address

New Brighton Location

Telephone

+27730839863

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Gogo va Sma posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share