Light through cracks

Light through cracks Real life story teller
Sharing honest stories about life,love and marriage
Helping you heal,grow and see light through every crack

10/06/2026

Pachishona chedu musikana aiperekwa ndipo pane jira raidzokera kumba kwavo huri humbowo hwekuti anga akakwana here or kwete ,so ndipo paiziva vana tezvara kuti mombe yechimanda iriko or haiko.

10/06/2026

Zvibvunze uri pauri kuti nechando chiriko ichi mubereki wako ane zvinodziya here ,kana asina ita chivanhu chacho

Mazuvano kuri kutonhora saka vari mumarriage ngatifarire mvura kuitira umwe wako asi masingle chero ukapedza week usina ...
10/06/2026

Mazuvano kuri kutonhora saka vari mumarriage ngatifarire mvura kuitira umwe wako asi masingle chero ukapedza week usina kugeza uchiiswa roll on and perfume no problem🤣🤣🤣

10/06/2026

Maondero aita mukadzi wangu haachandifadzi nenyaya yake yekutsanya nekunamata kuti maybe zvinhu zvingafamba muupenyu hwedu ,ndomutsiura sei kuti andinzwewo

09/06/2026

Mamwe macomments enyu anoita ndiumburuke pasi nekuseka zvangu🤣🤣🤣🤣🤣

09/06/2026

Ndava nemakore ndiri mumarriage asi murume haadi ndiite vana ,iye ane vana asi ini handina kubvira ndaita mwana ndodii?

09/06/2026

Vakaroorwa nemurume ane maramba doro muri kuzvigona sei

08/06/2026

Masungiro anobviswa here kana wakaroora munhu agara ane mwana kare?

08/06/2026

Sei muchiti kugeza kutsvuka ,kuisa firita ,kuisa makeup nekushandisa phone ine good picture quality?

Address

Pietermaritzburg
3290

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Light through cracks posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share