Kudakwashe Gombiro

Kudakwashe Gombiro Cuddle buddy , the slick guy. Just for laughs and fun.

Misoro yemadhadha $1 for 50 pachigovanyika...haa chitungwiza huye bodo?LifeStyle
18/03/2026

Misoro yemadhadha $1 for 50 pachigovanyika...haa chitungwiza huye bodo?LifeStyle

Tirikutandara veduwe. Gogo why did you choose to go so early? What went wrong? Vana zvavari vadiki gogo. Kimberly keeps ...
18/03/2026

Tirikutandara veduwe. Gogo why did you choose to go so early? What went wrong? Vana zvavari vadiki gogo. Kimberly keeps asking kuti mama varipi? Tinomuti chii? Its still fresh in our hearts
Makatigura kunorira gogo. MYSRIEP

Kana wakungoda kupenga chete roorwa kana kuroora. Who agrees with me?
13/03/2026

Kana wakungoda kupenga chete roorwa kana kuroora. Who agrees with me?

maswera sei
02/03/2026

maswera sei

Murisei mese
27/02/2026

Murisei mese

Gardner Wa Chatunga Mugabe Asanyepere Kuzungaira. Ngapindure mibvunzo inotevera1: Aibatei pamba paasingagare dzisiri ngu...
24/02/2026

Gardner Wa Chatunga Mugabe Asanyepere Kuzungaira. Ngapindure mibvunzo inotevera
1: Aibatei pamba paasingagare dzisiri nguva dzebasa?.
2: Aive auya nani?
3: Akazivasei kuti Chatunga aive asipo uye aizosvika mambakwedza?
4: Sei aive akahwanda pagate

lets be honest guys
23/02/2026

lets be honest guys

  Anold wekwa Chivi akaenda kundo vhima but akaurawa nenyoka iye nembwa mbiri vakafa vese Pa Spot.  Yakabva Yamedza imwe...
23/02/2026

Anold wekwa Chivi akaenda kundo vhima but akaurawa nenyoka iye nembwa mbiri vakafa vese Pa Spot. Yakabva Yamedza imwe imbwa yobva yarara ipapo. Vanhu vakawanda vakashamisika nemashura awa.
Anold from Chivi was ki..lled by a Python with his dog and the other one was swallowed.
May His Soul rest in Peace man ummm

Address

Nkqayi Street
Port Elizabeth SP
6211

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Kudakwashe Gombiro posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share