24/12/2025
*Vamwene was served tea nemuroora unfortunately vakaona chinhu mucup*
*silently ndokuchisungira pazambia*
*vadzokera kumusha vakakokorodza hama dzavo dzose vakati ndaida*
*kuuraiwa nemuroora asi vadzimu*
*wanei i TEA bag* ππππππ
*Imboendeseraii machembere ma tea bags kumushaa kkkkk*