Never mind

Never mind Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Never mind, Digital creator, Port Elizabeth.
(7)

Spreading good vibes, deep thoughts & loud laughs 😂 | Motivator by passion, content creator by purpose 💡 | Inspiring minds & making smiles daily 🌟 | Let’s grow, laugh & win together

its "nvm"page 👌
Follow Chihera Wenyu pls

ini ndafidza tete,ndakadyisa murume kuti andide,manje akundida zvakadarikidza nekuchengera zvese,haadi kuenda kubasa ano...
19/09/2026

ini ndafidza tete,ndakadyisa murume kuti andide,manje akundida zvakadarikidza nekuchengera zvese,haadi kuenda kubasa anoswera achinditevera . Ndikamhoreswa nemunhu rume or kuita customer yechirume ndinochiona,dzimwe nguva anondirova mpama pamberi pe customer achiti ndirikuita chihure pamberi pake. Andichadi tete, andichagone chero kunotsvaga mushonga wekumurutsisa because anoswera arikumashure kwangu. Ndoita sei munhu uyu asati andinyika demo,ndirikunzwa kutya ,chero kurara hope adzichabate . Please ndibatsirei mozondituka henyu,ndaiti ndirikusimbisa imba yangu andina kuziva kuti zvichasvika pakadai.

ku platform kwako Manager wangu akati arikutsvaga munhu ano cleaner kumba kwake ndikaendesa mukadzi wangu anga atove ne ...
19/09/2026

ku platform kwako Manager wangu akati arikutsvaga munhu ano cleaner kumba kwake ndikaendesa mukadzi wangu anga atove ne 5years aripo pabasa ipapo ,achitobhadharwa mari svinu uye manager vachiti haaa mukadzi wako anoshanda bhoo .Now mukadzi decided to go kuzim kunoona vabereki pabasa pakasara pasina munhu ndikati kuna manager pane mukadzi we brother yangu anogona kufano shanda hake kana mukadzi wangu auuya oenda hake akati bhoo ndakabva ndaendesa girlfriend yangu ikoko .Now girlfriend haachade kubva pabasa paye akuti taura na manager ndiite permanent pano ndapada mukadzi wako ngaatsvage kumwe hanti tese tiri vakadzi vako here yavewo time yanguwo kuti ndiwanewo mari.Ndirikupererwa mufunge kuti chandaizviitira mukadzi ndomuudza kuti chiiko nhaimi😔😔,girlfriend yangu anoiiziva akangoona ariye atora basa imba yangu inogona kuparara ゚viralシ

18/09/2026

life Haina kujeka 😭 ゚viralシ

maswera cy hama kuri cy kumabsa tagariswa nemvura kani
17/09/2026

maswera cy hama kuri cy kumabsa tagariswa nemvura kani

16/09/2026

🤣🤣🤣🤣🤣🤣

Amaiguru mukadzi wemukoma akaramba kuti ndimugare nhaka pakashayika mukoma!! so semhuri takagara pasi tikati kana asinga...
16/09/2026

Amaiguru mukadzi wemukoma akaramba kuti ndimugare nhaka pakashayika mukoma!! so semhuri takagara pasi tikati kana asingadi kugarwa nhaka better ayende hake kumusha kwavo abve pamba pemukoma wangu🤨 because atisi kuda kuti azodanana nevamwe varume vangazoparadza hupfumi hwehama yedu. plus hatorina kana mwana mukomana anevasikana chete saka achazosara nemba yamukoma wangu nema business ndiyani?maiguru vakaramba vakati vakatanga ma business aya nemurume wavo and imba ndeyavo nevana vavo.ndobva vati i will continue to take care of the entire family! but gugarwa nhaka never🤔 andisi munhu anosvoreka amheno kuti vakandirambireyi mukadzi wangu ayive atobvuma nokuti zvinotenderwa pachivanhu chedu kugara nhaka kuitira kuchengetedza upfumi. panedzimwe nzira here dzechivanhu dzingaitwe kuti abvume? tibatsireyiwo semhuri upfumi hwehama yedu husati hwayenda nevapambi 🙏🙏

16/09/2026

i ndakarambwa nemurume ndkadzoka kumba ndikasvikawo vabereki vatsvaka garden boy. Garden boy uyu akarambwawo nemukadzi ska ari kuti tomirirei ngatisanoita zvatagona. Haasi kunyatsotaura kuti anondida here kana kwete ari kuti sezvo tiri masingle ngatifanobatsirana tichimirira zvichauya. Tete zvinobuda mushe here izvi.

16/09/2026

ndirimurume ane40 years ndinogara muRandburg.Nyaya Ndakaroora ndinemkadzi nevana3 Nyaya iripo ndikaita Ruchiva ndisina kuziva kuti ndirikuzviuraisa ndakadanana nemkadzi she is 45 yrs old anemwana wake atokura ndakadanana naye Tanga tane 6 months but ndaita dambudziko hamawee kunyora kudai ndirikuchema kuti mkadzi wangu ndakumuuraisa nekuda kweruchiva Ndakatenga kurwadziwa nhengo ndikaenda kuchipatara ndikanzi isick ndakanzi tester ropa hamaweeee ndakanobatwa hiv positive apa mkadzi ropa rake Ririboo coz pandakanyenga kambuya Aka tainetsana asingadi Bonde nekuti anga ari 7months pregnant Saka hamawee ndoitasei ndomusungisa hr nekuti haana kumbondiudza kuti ndozvaari apa Mari andaimupa Mhuri isingawane zvakakwana hama ndakatadza ndafunga kuti Madam vaende havo Vanoita life yavo vana ndochengeta ainavo ndakatadzira mudzimai wangu pasi nekudenga

16/09/2026

have a wonderful blessed day 💖🌹

Address

Port Elizabeth

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Never mind posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share