Queen Judy TV

Queen Judy TV Content Creator
Facebook couch
Kudzidzisana nezve mapage
Learn more about content monetization
And many more about our pages

09/01/2026

Maupcoming 👂

Makadii mese kwamuri mose muri kunyika dzakasiyana siyana kune vachiri kurangarira ndakamboisa post yeumwe wedu anonzi S...
06/01/2026

Makadii mese kwamuri mose muri kunyika dzakasiyana siyana kune vachiri kurangarira ndakamboisa post yeumwe wedu anonzi Susan Chipfuyachawena uyo anokumbirawo rubatsiro rwe school fees yevana vake uye vane mabasa akaita sekuchengeterwa pamusha ivo vari Overseas achibatsirika kuchengeta vana vake Susan akasangana nemamwe madzimai kwaMutare kwaanogara akanzi Mozambique kuborder kune maricho ekuti unotakurira vanoyambuka zvinhu zvavo kusengera mabag avo wopiwa mari Susan akaenda nemamai aye kuborder Susan ndokuona vamwe baba vakati basa ririko rekusakura mumunda ndokuenda kumba kwababa vaye ndokupiwa 5$ baba vaye ndokubuda ndokuenda pakudzoka Susan aitotarisira kupiwa basa izvo vadzimu varasa asi mwari akazopindira hake baba vaye vadzoka vakasvikoti kurura hembe diesel kana uchida upenyu Susan anoti pakashanda mwari nevadzimu akapiwa simba chairo uye kudaidzira vanhu vanhu vakatora nguva kuuya asi akakunda chisimba baba vaye ndokuzomudzvinya dzvinya huro vanhu ndokuzozara ndokupukunyuka padambudziko mamai aaive aenda naye haatozive kuti umwe akapindana dambudziko sezvo yaive yangove waziva kwake waziva kwake sevanhu vanenge vachitsvaka kurarama nekutakurira vanhu mabag Susan akadzoka kumba ari mupenyu uye haana kuzorepiwa.Ndakaisa post kuProfile achiri kungoda help kwamuri mese vakasununguka shungu dzake unoti vana vaende kuchikoro uye vana chinorwadza vana vake vanogonesa chikoro zvisingaiti atambura misodzi pamatama zuva rimwe nerimwe vabatsiri kune vakati vanomubatsira nepekugara achichengeta zvino kunodiwa yebus kuenda kuChegutu mari yebus hapana vamwewo mapromise havasati vatambanudza pavanovimbisa izvezvi pane varikumuti machine wemachips uripo uite business ikoko kwaMutare asi mafuta nemapotatoes maspice hapana nematakeaway hapana vakasununguka kubatsira mubatsireiwo anetseka uye kuchema zuva rega rega pavana vake pane ane chipo chekuimba anoti kune vaimbi vanoda kushanda naye achiimba vakasununguka oimba vomupawo pashoma achienda kuchikoro hake Susan Chipfuya Vakasununguka # mucomment section dzake Susan

02/01/2026

Maupcoming content creators zvaunoita kuti video risadimbuka dimbuka 👂

Kune vanokwanisa kuposter mavideos akawanda postai ndiwo ari kutombofamba chaiko mapic nema text mastories kwangove kuta...
02/01/2026

Kune vanokwanisa kuposter mavideos akawanda postai ndiwo ari kutombofamba chaiko mapic nema text mastories kwangove kutandara hedu richishingisana mavideos akanakidza vanhu anokupa futi gain yema organic followers uye kuita akareba mavideos avo kwete zvidiki

01/01/2026

When you skip people's post you skip your own visibility

Ukaona wanzi setup your payout ukaita asi ichingoramba yakati setup ngwarirai pasarudzo ye Business kana Individual kuti...
01/01/2026

Ukaona wanzi setup your payout ukaita asi ichingoramba yakati setup ngwarirai pasarudzo ye Business kana Individual kuti unenge wakasarudza papi zvikasapindirana kuvhunza kwakanaka kana usina ruzivo wobatsirwa

Kune vanochema madata kuti madata kupera haagari kana watoda zvepage unototarisira win or loose asi uchiziva ku...
01/01/2026

Kune vanochema madata kuti madata kupera haagari kana watoda zvepage unototarisira win or loose asi uchiziva kuti hakuna chinouya nyore unotombokwinya chaiko Yaa endai kumasettings pamapages enyu mobaya pakanzi media mobaya pakanzi data saver 40 % mobaya ipapo data rinogarawo zviri nani

01/01/2026

Kune vari kuda kuvhura mapages kutanga nhasi dzidziso yangu ndeiyi musavhure mapages mune moyo wekuti ndotowana mari same day mumapages kana wavhura zvinoda kuchengetedza facebook monetization policy mitemo yefacebook zvinodiwa nezvisingadiwe pakuposter wofamba neoriginal content kuposter mareels mavideos texts nemastories everyday engagement kuenda kwevamwe uchisiya comment zvinobatsira zvisingaiti uye haushayi anokufollower zvichibva mukuita engagement nevamwe

Vasina mapages kana profile chii chiri kunetsa kuti musavhure tidembedzane takawanda uye maluck anosiyana unogona kuvhur...
01/01/2026

Vasina mapages kana profile chii chiri kunetsa kuti musavhure tidembedzane takawanda uye maluck anosiyana unogona kuvhura nhasi ukapinda machena

01/01/2026

Happy new year everyone tapinda mugore idzva dashboard rakatsvuka

Facebook yangofanana nemukadzi ari kushushwa nemurume paanoti ataure nyaya yake kuvanhu vanhu vanenge vachingoti shinga ...
29/12/2025

Facebook yangofanana nemukadzi ari kushushwa nemurume paanoti ataure nyaya yake kuvanhu vanhu vanenge vachingoti shinga ndizvo zvoita musha naizvozvo ngatishinge mazero zero iwayo tikashinga ichazova nhoroondo vasina kuvhurirwa shingai zvoita chete hakuna chinouya nyore

Vakasununguka ngatinhongane nhongane tipedze machallengs edu
29/12/2025

Vakasununguka ngatinhongane nhongane tipedze machallengs edu

Address

Pretoria West

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Queen Judy TV posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share