Madhuve special

Madhuve special Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Madhuve special, Video Creator, 120 Kruger Avenue lyttelton manor Centurion, Pretoria.
(12)

Content creator
Video editor
Traveller ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ฒ๐Ÿ‡ป๐Ÿ‡บ๐Ÿ‡ง๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡จ๐Ÿ‡ฒ๐Ÿ‡จ๐Ÿ‡ณ๐Ÿ‡ฑ๐Ÿ‡ท๐Ÿ‡ณ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡น๐Ÿ‡ด๐Ÿด๓ ง๓ ข๓ ฅ๓ ฎ๓ ง๓ ฟ
Lady trucker
Let's have funny, make money and most importantly WE LISTEN, WE DON'T JUDGE ๐Ÿคช๐Ÿ˜œ๐Ÿ˜œ

I have made a big mistake tete.I took this woman pamarobots  ndichida Kuti anowacha Kumba sezvo Mai nhanha vari kanye ,t...
07/11/2025

I have made a big mistake tete.I took this woman pamarobots ndichida Kuti anowacha Kumba sezvo Mai nhanha vari kanye ,then mukadzi uyu akazopedza ma days aripamba pangu mushure mekunge apedza kuwacha .Ndanga ndamunzwira tsitsi ndichiti ambogara achizvi feeder kusvikawo mumwe musi zvandikurira takabva tatanga kungoitawo.Chavepo mukadzi uyu haachada kuenda Kumba kwake akutondiudza Kuti sis vake vakamuti usadzoke , nezuro i discovered Kuti ave kutopfeka ma tights nemagown aadzimai .Pamba pedu vanhu vepo vanemakuhwa mukadzi wangu avekunetsa Kuda kudzoka i think pane akamunyeurira chete.Ndirikuzama kutyisidzira musikana wekundiwachira uyu asi arikutondiudza Kuti ndozviuuraya ndadzidza chidzidzo Kuti kana Uchida munhu we peace job tora musasko.Ndomudzinga sei munhu anenharo apa takangorara katatu avekuti hee wakandipromisa kundichengeta apa arikurevera musi wandaimukumbira makumbo ndakadhakwa akuzviteedzera.I'm afraid now.

07/11/2025

Wandisat ndafollower nyora mu comment section ndiuyewo kupage kwako Ngoni Tshuma

Zvinotyisa , ndakati 2021 ndaenda kuchristmas kumusha kuChitomborwizi ukoo, saka ndakadanana nekamwe kamusikana ndobva k...
07/11/2025

Zvinotyisa , ndakati 2021 ndaenda kuchristmas kumusha kuChitomborwizi ukoo, saka ndakadanana nekamwe kamusikana ndobva kanditi ndiperekedze kumba kwedu, ndakaperekedza paye kobva kandiraira nzira yekudzoka nayo since kwaive kwadoka, vanhuwe ndakarisika zvisingabviri, ndobva ndazoita zvekuti rega ndidzokere kumashure, ndiri muroad ndakasangana nasekuru vaive nengoro yavo yemadhongi ndikavavhunza kuprazi kwandaida kudzokera vakati aah nguva dzino, apa kwaitove around 10 pm husiku, ndikati ndarasika, ndati sekuru vakangonditi kwira ngoro ndikuperekedze pawangauchifanira wapinda napo, ndati vakatondivhunza vanhu vekumba kwedu ndichitodairira. Ndaive netorch yefoni vakanditi dzima husiku huno hazviite. Ndakazosvitswa paroad yainanga kumba zvikanzi chiburuka utevedze nzira iyoyo kusvika wanzwa ruzha rwepamashops. Ndakavatenda ndikada kuvapa dollar vakariramba vakati unonopa mbuya vako vanofara. Ndakati ndichisvika pamba vanhu vaive vanzwa nekunditsvaga, mbuya vakati wange uripi, kudorondedzera nyaya yangu. Vakabva vati anga akaitasei munhu wacho, ndikarondedzera zvese ndati mukitchen makanyararwa kuti ziiiiiii. Hapana akataura ndakangoti iiih hameno, ndakapa mbuya mari iya vakangoti hayas muzukuru wangu. Mangwana acho mudhara akangomuka akti handei kuHarare pasina kana explanation. Ndakazoudzwa naMhomz kuti nyaya yako iya munhu wawakataura ndisekuru vako vakasofa 1986 apa ini ndiriwa 95.

Zvema ghosti ma1 Last year "2024" around October  apa ndaive candidate re Zimsec babaIyo yekuda ku roja ma den akachipa ...
07/11/2025

Zvema ghosti ma1
Last year "2024" around October apa ndaive candidate re Zimsec baba
Iyo yekuda ku roja ma den akachipa apa rakaita kunaka ma tiles zvese ma tub,fitted kabhodi wena apa mvura ndi landlord vaibhadara though vaigara ku SA
Moms vaitove panze nemumwe mu face akangopfurawo pa den achivaona ,mainini vaive mudining apa magetsi gone ndaitomona sadza pa gas.
Ndakangonzwa sound yemunhu ayi khuma mu toilet baba apa tichiziva kuti hamuna munhu wena ...kwakutodzima gas ndikanotaurira moms kuti ndozvirkuitika zvikanzi "yindava makazviregerera imi muchingotya zvinhu zvisina basa " muface uya akatooneka akaenda ...tasara tri 3 zvino kwakunzwa zvikutowedzera volume & mumba manga makungorema rema baba apa gaya zvaiita kunge munhu akazisungirira ka akupera mweya, takutya paya moms vagoti ichi ndochinonzi chipoko manje ndobva vati "Isu tiri pa chiroja saka kana uchida help taura kwete kutivhundutsira," chipoko chiya kutonyarara moms vachitaura then vapedza ndobva chatanga futi iiiiii takatiza tikasiya ma door akavhurika tisina ma juzi futi Apa ndainyora Maths next day ๐Ÿ™Œ๐Ÿฝ
Takazofamba zikanzi vakaromba handi munhu one akaurayiwa itori family of four ufunge apa hanzi vanhu vaimbogara ipapo vairara vachinamata heavy kutukirira zvembhrugwa izvi asi vakazotama kwakufa after 2 days ndozvaingoita vese vaigarapo.
Takazobva hedu pakati pe mwedzoi maskati tichiiita zve chop chop
Land lord vaya vakatsamwa sei pakazivakuti tabuda iiiiiii ndakaita trauma hama dzangu naizvezvi tinongoti zvakaoma ndakazobuda ne B hangu svomu dzacho ๐Ÿ˜ช

06/11/2025

Hakuna murume anogara nezvakadai , muchero wemusango mai ava

Ndakanzi nenโ€™anga ndiuye nehuronyo webenzi ndichibva ndasvirwa naStavo benzi repama shops!Ndakaroorwa at the age of 36 a...
06/11/2025

Ndakanzi nenโ€™anga ndiuye nehuronyo webenzi ndichibva ndasvirwa naStavo benzi repama shops!

Ndakaroorwa at the age of 36 and my hubby was a doctor so was I.Wet met kuStates where we were doing our Medical doctorates.
We came back to Zim where we had our wedding.Hama dzangu kushaya mbereko chinhu chakaoma.After the marriage 6 years went by without conceiving,munongoziva people started talking especially the in-laws havanyarare pakadai,โ€™He kudzidza ndochii todawo mwana and so forthโ€™.
Ndakaitwa machecks and it was discovered that my tubes were blocked.Hapana operation yaigoneka ipapo in short I was baren,no child my entire life ndakangoti Mwari vanoziva.At 1st I had the protection of my husband bt with time he joined everyone akatanga kuita mamoods at times kuuya kumba late or kusatouya.
One day ndakarara ndakamutswa nepleasure mons aye atinoita madzimai kana tichisvirwa.Ndakangoti maybe ipono film let me check who is watching sezvo taigara tiri 3 chete,me,husband and maid.I met the horror of my life,hubby ari pamusoro pamaid vachisvirana heavy.Vandiona they just ignored and vakaramba vachitoita zviya zvesvoto.I intervened and my hubby hit me achiti,โ€™Beta kuwaster masp angu paari than kudira in your bin.Ndakashatirwa bvandadzinga maid basa but hubby akati haana kwaanoenda iwe ndiwe ungatoenda.Sezvineiwo maid got pregnant and ndakatanga kudadirwa zvokuti she refused to take my orders and my hubby supported her.Basa ndanga ndakuita ndega ndichingomuonawo until I sought an eviction order then akaburitswa pamba but to my surprise my husband bought her a house and ndokwaanga akunyanya kutambira.
I went to prophets nekunโ€™anga but no change until I met this nโ€™anga yekuChinhoyi akanditi kuti uzvare uya nemasp ebenzi wamapukuta nejira jena,he explained everything in short ndaifanira kusvirwa nebenzi live.Semunhu anga apererwa I gave it a try.Pamashops pedu raivapo benzi rainzi Stavo,rino rume dema,refu rakasimba.Most times wairiona richirwisana nemazitombo kana masimbi.Problem yaiva yokuti how I was going to approach him.I drove to the shops for a survey and Stavo was there achingoita zvaaiita.Anga akapfeka old torn overall yaitoburitsa mboro yake.
Ndakatarisa mboro yacho ndakavhara mawindow eBMW yangu ine tint.Raiva rino zimboro reblack,very big kunge hosepipe and ndakaimagina riri mandiri ndikapera simba but somehow zvakandiarouser mafeelings angu nguva yanga yapowo baba akutambira kwamaid but benzi here of all people.I drove away ndaizodzoka manheru iwawo.Ndakanonwa Viceroy half bottle kuzvishingisa bvandatenga Nandos yangu for bait kuna Stavo. Kuma10pm I drove back and I parked at a distance kwakunyahwaira ndichienda pairara Stavo,hapana akandiona guard wepamashops aito dozer hake nehope.Ndakasvika panaStavo ndobva ndamuti ndakuigira Nandos nebeer zviri kumota uko.โ€™Huu ndiayani,ndipeโ€™.โ€™Hande totoraโ€™.โ€™Aaa ko pano mbavha dzoba.โ€™Akazobvuma hake ndokunopinda mumota.
Paaidya Nandos bvandamuinjecta sleeping drug ndiye hutu kumba.Ndamumba I locked the gate nemadoors ndokuisa hot tub.1st ndakagera musoro nendebvu and tookk him kutub.I used dish washer,shampoo,laundry soap ndakaempta tub 5 times anga owonekera apa drug ranga rapera haana hake kubvunza.Chandakanyanyogeza imboro yake.He was not circ saka ndaivhura ndichiivhara apa anga amuka.Veduwe mboro yakakura iyoyo.Yakatanga kumira aah zinyoka rekwani,iye anga ongozhinyura zhinyura.Ndakapinda naye mubedroom mangu chaimo anga ava munhuwo.
Hembe bvandakatanura kwakuzorera lotion kubeche uku coz panga pasina nguva yeromance.Iyezvino anga akunzwa kudawo coz aingondidhonza dhonza. Ndakaita zvokufongora ndakabata pamubed ndokumupa sign kurova beche iro coz ndakanyatsorivhura kuti asanetseke.Ndanga ndatomunonokera akangosvikoti tindindi veduwe ndakanzwa mboro ichienda mberi mberi kwandanga ndisati ndambosvitswa.
Ndakafunga kuti haichagumi ndopaakabva amira tofunga yanga yapera nokuti padakasverera ndakawana machende chete.Akati otanga kupomba haa ndakanzwa kakubvunda coz aibaya chibereko.Pain turned into pleasure and akaramba akafasa.Imiwe ndakatunda imi ndatundazve Stavo openga naro beche.Ndakaerekana ndochemera without carrying kuti nyangwe ndikanzwikwa.Ndakatundazve power rose ndokupera bvandati pabed zhokoto nedumbu apa ndanga ndahwedzera kurivhura beche.Aiita kuhonโ€™a zviya zvoita imbwa. Ndakazonzwa obowa mheno zvaitaurwa ipapo ko ibenzizve.Ndakanzwa mukati kati mebeche kuti wuu wuu wuuu ndiye kobvo kobvo.
Anga atunda manje cup yese yesp yanga roerera richitedza zvidya zvangu.The sp were very thick kunge lacto.Apa anga ongoseka mboro yakapakwa mubeche mangu mazioko akati mbaa mahips angu.Ndakazomupushira kure and neva looked at hm.I took my new white cloth and wiped my a$$ as per nโ€™angas directions bvandachengeta.Faster faster ndakapfekedza Stavo beta clothes bvandaenda naye kumota.I gave him beer and bvandanomusiya.Was supposed kunoona nโ€™anga weekend but majunior doctors akabva aita strike chance bvayashaika nepressure yebasa.I worked 4 a month and was surprised I missed my period that month which means pregnance,it was confirmed.
Handina kuzoenda kunโ€™anga kuya after 9 months a baby boy came.I named him Steven.My hubby doesnโ€™t knw the father iye akatadza.Dai uriwe mwana waizomuratidza here dad vake.Stavo is stil there pamashops..

Based on a True Story

06/11/2025

Mkadzi benzi anoita izvi

*Zivai izviiii*Guvhu remwana rino raswa naamai vemwana kumadota or mutoilet aripiwi munhu ndopaneupenyu hwake ipapo rika...
06/11/2025

*Zivai izviiii*
Guvhu remwana rino raswa naamai vemwana kumadota or mutoilet aripiwi munhu ndopaneupenyu hwake ipapo rikachererwa padoor mwana iyeye amumugoni vanoita zvavanoda naye ndovana vanokuudzai kt mai ibenzi andinei navo ndonogara kumusha kwedu vanenge vakamushandisa paguvhu urombe hwese hunobva paguvhu

*Isawo likeโค๏ธ kana wadzidza*

๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ*Obatwa chibharo neMupurisa*๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ*Tete mamukasei sei nyaya yangu yakamira yakadai* Rakange riri gore ra 2020 nguva ye c...
06/11/2025

๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ*Obatwa chibharo neMupurisa*๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ

*Tete mamukasei sei nyaya yangu yakamira yakadai* Rakange riri gore ra 2020 nguva ye corona vanhu vaisanyanya kufamba .Ini semunhu aigara ega ndakati ndimbojoga hangu ku main road ndiko kwava ne space yekuti unomhanya .ndakabuda gate repamba pandaigara ndikatanga kumhanya hangu aiva maskati kuma 12 mota hadzo dzaidarika uye ndaive ndakafeka zvri normal zvekumhanyisa ndati fambei ndakadarikwa nemota yemapurisa e Traffick dziya dzemujozi .maiva na driver chete akangondidarika kwakumira chinhambwe achiita sekuti mota yake yaita problem ini ndakati darikei akabva andideedza ndakatomboda kuramba asi nekuziva mhosva iya yekusabvumidzwa kufamba nenyaya dze corona ndakaenda paari zvikanzi mukuendepi ndika aiwa ndri kumbo joga hangu zvikanzi hazvibvumidzwe pinda mumota ndokusiya kumba kwenyu ini kwakupinda nekutya plus semupurisa ndaingoti haana zvaangandiita .Akatanga hake ku driver chakandishamisa akatanga kubvunza ma paper ini ndakanyepa ndikati ariko kumba .Mota yakufamba munhu kwakudarikira pandaigara ndikati makudarikira zvikanzi nyarara tiri kudzoka nepo hana yakatanga kurova apa mota sure yaimhanya yakatanga kuenda nekwaisava nedzimba yati fambei mune chisango munhu kwakumisa mota ini payaifamba ndaingonamata kuti Mwari pindirai pano paipa mupfungwa ndaingoti nofunga munhu uyu akunondiuraya .Mota yamira paye zvikanzi ini semupurisa chero uka repota handisungwe uye nyaya yacho yoshaya basa .akabvisa trouse rake akaburitsa nhingi yake ini ndakangoti tuzu apa hana ichirova kutarisa chunhu chacho aaa kuita semwana ari grade 2 zvikanzi tambisa uku akabata pfuti yake ndakatambisa zvichinzi ndibonyore ini kwakuita sekudaro apo ndaitosemeswa zvangu zvino kubonyora kwaari hakuna kushanda ndikanzi kotama .ini ndri munhu anemaga... akakura akatadza kana kuiisa nekumashure ikoko kwakuzonzi chirara nemanhede imi ndigo kwakava kurepwa kwangu asi nguva iyo handina kuchema apedza kwakufeka chibhurukwa chake mu India uya pasango apa ndipo pandakazosiiwa asi kwaisava kure ne road ndakazongofamba kudzokera kumba asi handina kubvira ndakaudza munhu kusvika nhasi sure kurepwa nemupurisa here zvakandirwadza ndakazoenda hangu kuma test chirwere handina kubata ndotenda Mwari .... ivai nezuva rakanaka.๐Ÿ˜“๐Ÿ˜“๐Ÿ˜“๐Ÿ˜“๐Ÿ˜“๐Ÿ˜“.....500 reactions for the next story

*China Chedu*Nhasi tiri kutusikana netukomana*๐Ÿ’™๐Ÿ’›๐Ÿ’œ_Kuroorana kunoda vanhu warongeka mabiyangu_๐Ÿ’ฅ Vasikana vazhinji tiri ku...
06/11/2025

*China Chedu*
Nhasi tiri kutusikana netukomana*๐Ÿ’™๐Ÿ’›๐Ÿ’œ

_Kuroorana kunoda vanhu warongeka mabiyangu_

๐Ÿ’ฅ Vasikana vazhinji tiri kumhanyira mudzimba tisina chatiinacho kutemba kuchengetewa nevarume, asika zvachinja mudikani, vamwe vari kubudamo muwanano umu vachikamhina vamwe wave zvirema nekuda kwemarriage idzodzi hazvisisiri zvekare zvaiitwa nana sekuru wedu

๐Ÿ’ฅ Roorwawo wave nekacourse kako chero kekusona chero kekubika mabhanzi hapasi pese pauchaisa runyararo mumba thru punana, zvimwe zvinotoda mari kuti mumba muve ne peace.

Roorwawo uchiziva kuti zvikadhakwa ndinonoita plan B ndiri ndegani, have time to experiment kaupenyu kehusingo mother even usati waroorwa dont laugh pamunoona masingle mothers imbozamai kudzidza zvavanoita wazhihwa Pechunia!! , experiment uchimboonawo kuti unozozvigona here, dont expect kuchembedzana muwanano mukore uno marriage yemazuvano yafanana neye macelebrity, gara uchitoziva hako kuti chero ndikaroorwa anytime zvinodhakwa.

๐Ÿ’ฅ Iko kuroorwa uku, mukudanana kwenyu iva neziso rechitatu panoda kumboonawo kuti munhu uyu anozogarika naye here?. zvimwe zvacho munotoona mega muchiri kudanana asi kuti muno ignore, Shuwa ungaroorwa nevakomana vanostika vaye unoti zvichachinja hre kana akatadzwa nevabereki iwewe ndiwe uchamugona hre kana kuti unenge uchida hako kupiwa mimba?

โ€ข๐Ÿ’ฅโ€ขUchiri musikana uchiri mukomana sezvizvi zvakakosha kutombonogara wega, another city kutombobva mumba mevabereki just for a month or 6 month. wombogara wega tione kuti kana zvadhakwa unozozvigona here,? Vakomana vechidiki kutomboroja kunobatsira kuti inzwisise kuti mumba munodiwei ndofanira kudii kana ndave nemhuri.

Kudai vabereki vedu vazokwanisa kutibvumira tisati taroorwa paye 3 months uchimbogara wega 3 months uchimboona kuti upenyu hwacho hwakadii,

Iwewe musikana usavimbiswa wanano nemukomana ari kumba kwevabereki asina kumbobvira agara egani vakomana ivavo ndivo vanozonetsa kana maroorana haazivi kuti mumba munoda salt munoda mafuta munoda hupfu, kwaari ane version yekuchengetwa kwaari ane version yekusvika zvese zvave patable kwaari anochemera mubereki kana ave nenzara. baba akadaro anokushupa

react tiinde pamberi sweety๐Ÿ’œ๐Ÿ’›๐Ÿ’œ๐Ÿ’™๐ŸŒบ๐ŸŒน๐Ÿ’™๐Ÿ’ฅ๐Ÿ’œ๐Ÿ’›๐ŸŒบ

05/11/2025

Handei zvedu mudondo ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

*Waunoda haakude*(1)๐ŸŒบ๐Ÿ•Š๐Ÿคฒ`Gore ra2018 ndakadanana nemusikana wangu paMurambinda apo. Musikana uyu aitobva mumarizevha asi ...
05/11/2025

*Waunoda haakude*(1)๐ŸŒบ๐Ÿ•Š๐Ÿคฒ`

Gore ra2018 ndakadanana nemusikana wangu paMurambinda apo. Musikana uyu aitobva mumarizevha asi nemanakire aainge akaita ndaitoshamisika kuti ko sei aigara kuruzevha. msikana uyu aive munaku mutsvuku munyarari uye ainyara nyara zvekuti chero kitarisana naye zvaisagoneka ndikabva ndati ndawana munhu wangu parizevha . Iyi ndiyo yaive first time yangu kudananawo nemusikana akanaka zvakadaro. Ndaiti chero ndikarara ndisina kutaura naye ndaitotya kusiiwa. Ndichiti chero ndikapinda mutown maMutare ndikangoona vasikana vakanaka chero vaye vanenge vakagara mungave mupark kana muchicken inn ndaitofa ndayedza kutarisa kuti ndione kuti haasi musikana wangu hre. ZVESE NDAIITA hama dzangu. kubvira kuhembe mari yezvese zvaiida ndaimupa. Zviya zvekuomera unenge usina kusangana nemunhu waunoda kana kumba ndakataura ndega kuna amai vangu kuti ini ndazoona wangu musikana wangu andinoda kuroora. Amai vangu vakafara ndikatovataridza musikana wangu. Chinhu chakandipinza mundangariro ndechekuti ndakatadza kuziva kuti wacho munhu waunoda anenge asingambokude hake. Ndaigara ndakaisa mari muphone chero ndikaisirwa call back ndaitokwereta ndofona. Asi pane chinhu chimwe chete chakatanga kuitika murudo rwangu. musikana wangu aigona kundiudza kuti ari busy iye ari zvake online. Ukati unoda kumuona aipa excuse yake asi pamwe pacho ndaitozonzwa nevanhu vachiti iwe munhu wako tamuona mukati umu. Zvese izvi ndakazvitora sezvinhu zvisina basa ndakaramba ndichitarisira rudo kubva kumumwe wangu. Ndaida munhu zvekusvika pakunzwa kuda kuziva hangu kana aive murudo nemumwe munhu ndigoziva pekugumira. Mukudanana kwataiita takazosvika pekuti chero tikaonana kiss chaiyo ndainyimwa pamwe pacho zvainzi andifarire kiss pamwe pacho zvichinz hna kugeza mazino asi ndakaramba ndiripo pamunhu wangu zvese ndaiita chero akakumbira mari ndaimupa rudo rwakandipengesa kusvika pakuti ndaiti ndikahora ndaitora imwe mari ndopa musikana wangu asi amai vangu chaiwo vasina bhutsu mugumbo. musi wa 22 May 2023. Ndakahora mari yangu 350 musikana wangu ndainge ndakamuudzawo musi wandinohora. Ndichingohora zvikanz ndokumbirawo 320 ndinoda kubatsira hanzvadzi yangu apedzise kubhadhara chikwerete chake paMSU. mari iyi yainge yakawanda kana neni ndakatombozengurira kuiburitsa asi nekuda kwerudo ndakabva ndapa musikana wangu. ndikasara neshoma shoma. Ndakatozokwereta imwe mari muvanhu kuti mwedzi wangu upere. Saka zvadaro i was expecting kuti mumwe wangu achachinja asi haana. Ipapo ndakadzidza kuti rudo harutengwe nemari. Rudo rwacho ndirworo rwekuti taionana paadira iye uye taionana kwenguva pfupi. Ndakazoti rimwe zuva ndakagara zvangu kubasa kwangu message yakabva yapinda kubva kune musikana wangu. zvikanzi ndiwe ani ndaona mamessage ako. Ndakambofunga kuti zvimwe yarasika here ndikati wati chii babe. Munhu uya akabva achiita zvekufona. wanike aive munhurume zvikanzi ndiwe ani ndiri kuona tuma message twako ini ndakabva ndapererwa ndipo pandakatanga kutaura nyaya yangu ndikati iwewe ndiwe ani pafon yemusikana wangu. Takatanga kutaudzana nemkomana uya achiti aidanana nemsikana wangu ini ndikati kana neni musikana ndewangu. Zvikanzi hazvinetse huya tisangane. Ipapo lunch yainge isati yakwana. Saka ndakazoti okey tosangana palunch. Zvikanzi horaiti lunch ichikwana ndakabuda pabasa pangu asi ndainge ndatopusa stress zvayainge yondiita vanhu vaitouya vachindivhunza kuti warwara hre. Asi ndaingoti ndine flue. Kana kuti pane zviri kuitika. Ndakabuda gate ndokuenda kunze ndokusangana nevanhu vaye paive nemukomana uya nemskana wacho. Takabva tamhorosana. Asi mukomana wacho aitove nehasha zvekuti aitoda zvekundirova. Ini ndakazomuti handina kuuya kunorwa hatirwiswaniswe nevanhukadzi ngativhunze msikana kuti anoda ani. Zvikanzi nemkomana uya Abigail zvatawinga unozviziva ndinoda kuti utaure kuti uri kuda ani pakati pedu tizive nekuti hatisi machongwe ehuku anopinda panhu 1 ari maviri kana matatu. Abigail akabva aramba ari zii. Akabva avhunzwa futi zvikanzi zvikanzi haudairi here? . zvikanzi na Abigail ndinoda iwewe Watson. Aidaro Abigail achinongedza mkomana uya. Zvikanzi naWatson ko uyu ndiani wako. Zvikanzi naAbigail this guy ufunge zvako uyu aitongondinetsawo zvake kubvira kare infact handitomude. Ndakabva ndati Abigail wati chii wadarirei mumwe wangu Abigail naWatson vakabva vatombundirana pamberi pangu hama dzangu. Ndakambopukuta kumeso ndichiita sendairota. mabvi kupera simba kutanga kuita nhetemwa nehasha. Abigail ndaimuda nemoyo wese asi zvakakona. NDAKABVA ndaenda kumba handina kuzodzoka kubasa musi iwoyu. ndichiti ndikada kuphona kuti ndikumbire hangu ruregerero kana ndatadza. phone yaitodairwa naWatson zvichinzi unodei waudzwa chokwadi nemusikana wani. i guess after chiitiko ichi waiviri ava vainge vachinjana mahandset nemasimcard avo. Ndakaitwa benzi ndakaitwa dzungairwa chairo. Ndaiti ndikatanga kufunga musikana wangu ndainozvivharira mumba ndotanga kuchema. Pane dzimwe nguva dzaunonzwa wega kuti izvi zvaramba hazvo asi munhu uyu ndaimuda haasi kuonawo here.?Asi Misodzi yakaoma hama dzangu zvakazoitika ndezvekudai. Mwari uyuka tisazodaro hama Nda......1000reactions for part 2 yacho

Address

120 Kruger Avenue Lyttelton Manor Centurion
Pretoria
0157

Telephone

+27719727104

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Madhuve special posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Madhuve special:

Share

Category