Valentine Shona Novels-Stories

Valentine Shona Novels-Stories Valentine Shona Novels-Stories mabook amunoda akanyorwa naValentine munomawana uye evamwe vanyori. I want to thank to all my loyal fans.

You are welcome to Chikwapuro Valentine Shona Novels-Stories

08/05/2025

*πŸ’•PUPPY LOVEπŸ’žπŸ’ž*

β˜…β•”β•β”β”β”βœ¦βœ—βœ¦β”β”β”β•β•—
*β˜…ε½‘[ PUPY LOVE ]ε½‘β˜…*
β•šβ•β”β”β”βœ¦βœ—βœ¦β”β”β”β•β•

β‹†ο½‘Β°βœ© π‚π‘πšπ§π§πžπ₯ 𝐋𝐒𝐧𝐀 βž€βœ”πŸ’¬
https://whatsapp.com/channel/0029VbAPICT7z4kjpjteZQ04

*_𝐒𝐇A𝐑E π“πŽ 𝐒𝐇A𝐑E_* πŸ–‡οΈπŸ«°πŸ»πŸ‘‡

𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼𓏼
β™₯️ ♻️ㅀ πŸ“© πŸ“€
ˑᢦᡏᡉ ᢠᡒˑˑᡒʷᡉʳ ˒ᡃᡛᡉ ˒ʰᡃʳᡉ

*By Mhofela Jay Kay:*

*Mary D Panganai*

*πŸ’œValentine Dhambura Chikwapuro*

&
*Author Takue*

```React, share and comment```

*CHAPTER 05*

*Bradley*

Ndaiva pakati pekupurizvira Natasha apa ndainzwa ropa rangu richimhanya mhanya mukati memapaipi etsinga zvekuti tingati dai mumoyo mangu maiva netraffic zvokwadi mainzwa hwiyo hwiyo ndatosungwa kuchinzi over speed. Zvokwadi mwana uyu aiva azoita zvokubvuta moyo wangu kudarika mazuva ese, zvezuva aiva anyanya kubvuta zvese nemapaipi acho. Ndaiva pakati nekumunyaradza uye kumupuruzvira ndaitonzwa svimbo yangu kutomira mubrugwa mangu ndaitonzwa kutoda kukanama kamusweet love kangu.

Haiwa ichi chidzvupura moyo wangu chibage svogodo chemoyo wangu ichi chinovhunwa nevari mugomo thats why ndakazvitangira imomo. Kudya namambo pasame table. Ndakamubata muchiuno ndokuona mwana akuita sekakuvhundukira izvo zvakaita ndizive panemwongo wese. Ndakaramba ndichidaro mwana aiva atonyarara zvake asi ava kushinyira zviya zvekunakirwa zvekwamberi inni ndikati andidzori tsvimbo, ndakaramba ndichimupuruzira apa ndaipota ndichibata mazihips iwayo aikunda Shakira. Zvokwadi panguva iyi dai ndakaita mundau mainzwa ndodanidzira kuti zvimweni zvinhu azvide kudaro ndodye kutamba.

"Natasha do you know that im in love with woman like you. Or let me say like this there are so many reasons for me to be happy but love is just a bonus today im happy like to birds. Naye mumvura mese ndirikungonzwa kamwe kakuzvimbirwa so, kungonzwa kuti pane zvirikuitika so i dont want to lie i love you mwana iwe ndirikutonzwa kuda kuita chamuhwande hwande newe kana kutoita chitsvambe icho chido chemoyo wangu ndokudai Mai Nhewa" kwaiva kutaura kwangu ndakatarisa Natasha mumeso panguva iyi ndaiva ndichinanavira kuzamo apo pandakatanga kupuruzvira mazamo ake ndakakwidza dress rake ndokutanga kupuridzira munyatso iyo, zvekuti ndaiva ndakunzwawo kunakidzwa nazvo apa aiva nezamo rakamira semunzwa pacho raitobaya kunge chiredzo.

"Ummmm Bradley haupererwi nestatement here mira kudaro kani'" akadaro achizvibvisa ndokusimuka aribara takatanga kudzingirana imba yese kusvika chaneta chibby pandakachibata ndakabva ndamunama nayo kiss, akabva atoidavirira padenga ndakaona achiita kuvhura round kick yekiss zvekuti ndakabva ndaita kakumumbundira ndokumusvededza padhuze neni apa ndakabata magaro iwayo zvinhu zvake zvaiita kutamba zvega kunge parira song yekuzunza mazakwatira. Zvokwadi chakava chisionekwe humhandara hwaamai vakuru vakataura shona yakanaka kuti Munhu kufamba kunenge kukavira
nyimo, kutizira kuchinge kudyara
nzungu, kucheuka kukange
kutsindire’shwa.

Apa ndaiva ndakunzwa kuti mubrungwa mangu makuda kubuda svimbo nekuti pachayo yaiva yakurutsa mate yaiva yatsamwa kusvika pakuburikidza. Inni ndaiva ndamunama kiss kwese kwese apa mwana aiva aita kakudhasharara apa avhura gumbu like zhaba apa, achiita kakubudisa kasound kanonakidza ndaiva ndakunzwa kuti ndava mustadium mangu ndega ndakapinza ruoko mudress ndokundopinda muchivhara ngozi, ndikanzwa aiwa maive maputsirwa mazai. Ndakatanga kupurizvira chibeans ichocho zvishoma nezvishoma ,ndakazama kunyika chigumwe asi chakaramba izvo zvakaita nditange kuripurizvira izvo zvainaka apa kisi ndaiva ndanyika rurimi rwangu munzeve mwemwana sikana aiva aita kuti ndisabvise. Nndakazoita zvisimba ndokutanga kumukisa muhuro umo mandaipota ndichirumirira zvokwadi ndaiva ndava muchiki chaimo ndopandakabva padzoka fungwa yekuti mudiwa wangu aiva ashaikirwa nababa vake saka ndaisafana kudya bota zvezuva iri ndaifanawo kuremekedza vatezvara vangu ndakabva ndafunga kumbosiya mudiwa wangu pane imwe stage.

Ndakadzisa dress rake ndokutanga kumuyamwa munyatso iyoyo, apa zvainakidza seyi kuyamwa munyatso yakamira apa yakaita kuoma sekasadza kaya kekumahumbwe ndaiti ndikasvozva zvishoma ndobva ndorumirira ndadaro ndoita kauyamwa apa rimwe ndaiva ndichiri puruzvira zviya zvakadzikama like madyiro ekiti munomaziva nangwe nemi, apa chisikana chaiita kusimudza chiunu kunge chinya muhoho. Raiva stambara futa chairo ndainzwa kunakirwa nezvandaita apa svimbo taiita kuganya mubrugwa umu ichirova kwire dzike kwire dzike yaingoti mira ndifinishe mani ini ndoti muromo wangu unofinisha kudarika iwe. Iwe mukana wako uchauya mira ndiname netsvodi chete nekuti mumuromo mangu makaiswa tsvigiri neVanhewa. Ndakanzwa door richizama kuvhura ndikaziva kuti paipa ndokubva ndaziva kuti paipa ndakabva ndakasumuka like zvekuuruka ndokuzvigadzirisa apa daman svimbo aiva akatsamwa kuti ndamunyima mukana. Ndakapinza ruoko mubrugwa mangu ndokubva ndamumisa akatevedza brugwa. Natasha aiva atopedza kuzvigadzirisa ndakabva ndanovhura door coz ndaiva ndaisa chihuri. Ndakavhura ndichinyepedzera kuzamurira like ndanga ndavata. Ivo muchembere apana yavakaridhira vakangoti....

"Madya hre nhayi vanangu ndati ndiuye nechikafu. Mudye hanty, imi vaMasivanda musarega kudya zvamurimi murege kudya. Munomuka muchiuya mangwana handiti. Pls Bradley take care of your sister asanyanya kufunga muvaraidze." Vakadaro amai vachibuda ini ndakangoti nechemumoyo dai maiziva kuti anga akutonakirwa neni maitokangamwa kutungana kwembudzi kwamuri kuita uku. Ndakatora sadza ndokutanga kupaka chidzvupura moyo changu chikafu akangoti idyei idyei ndokusiya ndakabva ndamuradzika mukati memakumbo angu zvokuti haana kutora nguva refu ndokubva atovata hake regai azorore nekuti aiva anyanya kuchemesa. Waiva uchambofunga hre kuti munhu anga akunakirwa ndiye ambomdishaudha tigere kugomo umo apa anga akutochemerera kwandiri k*k*k ndakabva ndaseka zvechikwee chaizvo.. ndakabva ndafunga pataiva kumahumbwe kare ndavaka kaimba kedu kemashizha ini ndokubva ndanzi ndiite mwana nerimwe boys rataiva naro ndikabva ndaramwa Natasha akandinyengerera akanditi...

"I will be your queen and you will be my king chihande muimba yedu yatavaka dady mundodya zvandabika" ndakapinda ndibonga sababa vemusha kaa ndokubva ndagara padombo raiva raiswa mukati secheya apa ndakabhara four ndokubva auya nemvura yekugeseswa ndokugezeswa ndakagwadamirwa izvo zvakaita ndirove smile....

*TO BE CONTINUE*

Lot's in love story by Takue, Valentine, Mhofela Jay Kay and Mary.

Macomments ndiwo anoita muwane book in time.

πŸ’žπŸ’žπŸ’žStay tuned for 6

*End of chapter 5*

07/05/2025

*πŸ’•PUPPY LOVEπŸ’žπŸ’ž*

https://whatsapp.com/channel/0029VbAPICT7z4kjpjteZQ04

*By Mhofela Jay Kay:*

*πŸ’œ Valentine Dhambura* _aka Chikwapuro_

*Mary D Panganai*

&
*Author Takue*

```React, share and comment```

*CHAPTER 03*

*Natasha*

Kubva ndichikura ndiri munhu akanyarara handidi hangu zvekutaura taura nevanhu chinhu chandonyanya kusada kutaura nevanhu inyaya yemakuhwa inini hangu zvekuswera ndichigadzwa matare handide so ndotoona kuti the best way kunyarara hangu kuita senge ndisingaone zvirikuitika u know.

Bradley munhu wandotoona samukoma wangu hangu through nangwe asiri hama yangu but ndotomuona samukoma vangu chaivo chaivo ndinomuda but not kumuda kwamunofunga imi ndinokuzivai ka kwanga kwatomhanyira pfungwa dzenyu k*k.

Ndichikura ndaizviudza kuti ndichazoita mukomana kana ndichinge ndapedza chikoro izvi zvekuzofunga kiss ndiri pakati pekunyora ndaisada hangu plus haa zvevakomana zvinotemesa musoro izvi umwe akamboda kukucheater haiwa regai hangu nditange ndapedza chikoro ndisati ndapihwa heartbreak ndikazofa ndichiri mwana mudiki kudai k*k.

Even zvemashamwari izvi handitombozvigone only one munhu wandinotamba naye uyu anova iye my lovely brother vamwe vasikana vekuchikoro vaitombozama chose kuda kutamba neni but vaipedza havo nguva yavo nekuti ini ndaisava munhu akadaro hangu ndaida kutamba ndega vanhu kuchikoro vakatomboti ndinodanana naye brendly hanzi,hee kanenge kahure aka Natasha anorara nebrother yake vakasvika wani pakuzongozvinyararara vaon kuti ndivo vanopera voice not inini.

Musi wandakanzi nabrendly handei kuhuni takatoenda ka paya but matarisiro aaindiita ka ndaisazvifarira zvekuti ndakamboda kumupopotera but ndakatoona kuti maybe ndini ndirikufungira munhu,zvisizvo iye achingotarisawo munhu sehanzvanzi,yake so patakafamba munhu kwavakutanga kuti he's musoro wangu what what but ndakamboti ka maybe arikutamba kwavakutoona munhu achichema moyo wakamborwadza ka kuona mukomana mukuru avakusvika pakuchema nhai vanhu anenge arwadziwa chokwadi ndakatanga kumupuruzira musoro wake so pane zvakazongoutikawa until takasina kusvika tanzwa voice kumashure kwangu rakandivhundutsa.

"Hey muri kukani ipapo" ndipo pakabva patanga kudzokedzana pfungwa dzangu kuva normal ipapo ndakavhunduka nemunhu wandakaon aiva hake umwe murume so aigara muraini medu amaiwe ndakaita kunge ndichazviitirawo wiwi veduweee zvichingobvawo neuyoyu wemusoro unenge webete nxaa ndanga ndazviona mhani kuti zimunhu iri matarisiro ariri kundiita ka haasi normal.

"Ahhh ko ndiwe Natasha kk do you know ndaisakufungira izvozvi ndiwe mwana wataiyemura muraini muno ko ukuitei nemukomana mukati mesango kudai uri worarwa unozviudza ani?" Vakadaro baba vaya zvekuti ndakanyara shame.

"Hmmm iwe mudhara iweka kwana ziva kwauri kuenda kwete kungotsvagana nezvese zvese zvirimusango nxaa" akadaro zvake benzi randaiti ndimukoma vangu instead yekuti ataure zvakanaka ava kutorutsa zvake mashoko munoziva ndakamutarisa kubva kumusoro kusvika kuzasi ndichida kunyatsoona kuti akanyatsokwana here or dzakashota nekuti dei ariumwe ka achitokumbira ruregerero but kana zvake akatanga nekutopopota akaona ndikanorohwa ndiye achazoziva kuti Natasha ndian.

"Iwe imbwa iwe usade kurasa muromo wanzwa instead yekuti ukumbire ruregerero wava kutorasa hako muromo" I said ndatsamwa manje anga andibhowa hangu kutaura chokwadi munhu wepi nhy anoita seasina kukwana ndakaon ava kupusa mxaaa ndakabva ndakumbira baba vaya ruregerero.

"Inini mwanangu kana ndakatokutarisa kudai ka ndinotokuona uri mwanasikana wangu so kukuona uchiitwa kukanywa kanywa kunge uri floor ka handizvide munhu ngaadzikame ndaisafungira izvozvo kwamuri ini ndaitoti ava vana vakabata izvo kwani munotodanana zvenyu mumakwenzi aya" vakadaro baba vaye vachitotamba havo kuenda ndakabva ndacheuka kune iyi imbwa yandaiti ibrother yangu izvo kupi nxaa.

"Ndikuone futi uchiuya kumba kwedu benzi iwe ndipo pauchaziva kuti Natasha ibenzi remapenzi ese wanzwa l reapt again ndati ndikuone uchiuya futi kumba kwedu ndiwe munhu wandinoda kutanga kurovana naye wanzwa" I said akabva asekerera hake mwana uya.

"Really Natasha k*k kukuda imhosva here"akadaro ndakabva ndamurova mambama two kuseri nekuseri ndakatakura hata dzangu kwavakutanga kumhanya coz l know kuti atsamwa aindirova chete ndakamhanya munongonzwa imi ndakatozoend pamww pachisango chepaside kunotsvaga huni komaida ndisvike ndisina ndovaudza kuti ndanga ndichiitei kusango nhy chinhu chandaingonamatira ka kuti baba vaye vasataure havo nekuti vanga ndirovese Mai irikumba uko inorova munhu kunge nyoka yapinda mumba.

Ndkatosvira mommy vachitotsvaira havo chivanze.

"Ehhh titambire mhandara yangu ko Inga makasika kudzoka nhy haa nhasi wadziwana huni apa dzakakora sei"vakadaro.

"Haaa ndaita like kuwana umwe muti wakaita kuzara hawo huni" I,said.

"Yoo maybe dzakadonha ka mhepo yaivako nezuro iyi" vakadaro .

"Yeah Mapedza ini anyway mabikeiko veduwee ndanzwa nenzara ini" I said.

"Haiwa ibvaapa ko nhasi sei usina kundiigirawo mazemera nhy" vakadaro.

"Ahh mhamha ndanga ndisin tym yacho u know ndoda kuwacha mauniform angu haangazoome" I said.

"Hezvo nhaiwe mwana wanhingirikini nhanhasi wanga usati wawacha unopenga here iwewe ita SRS mhani" said mommy.

"Ahh hanty ndanga ndichiitira kukasika kusvika here" I said.

"Heya akaregera kuoma hameno zvako tevera baba vako vaenda kunotema huni uko,unovabetsera" vakadaro mhamha hana yangu yakarova coz direction yavakanongedzera ka ndiko kwataitira zvana kiss uko nhai Mwari wangu kani l hope Havana kundion ndanga ndava kungodzana dzana pasi.

"Hezvo iwe kwana mhani ita zvandakuudza kana uchida kuenda kutoilet enda kwete kungodzana dzana kunge unosvikirwa ndoda munhu akakwana"vakadaro mhamha ndakabva ndatora hata hangu ndananga kwanga kwataurwa uko kwandakabva ndasangana na.....ndakbhowekana veduwee.

*TO BE CONTINUE*

Lot's in love story by Takue, Valentine ,Mhofela and Mary.

Macomments ndiwo anoita muwane book in time.

πŸ’žπŸ’žπŸ’žStay tuned 04

*End of chapter 03*

06/05/2025

*πŸ’•PUPPY LOVEπŸ’žπŸ’ž*
https://whatsapp.com/channel/0029VbAPICT7z4kjpjteZQ04

*By Mhofela Jay Kay:*

*πŸ’œ Valentine Dhambura* _aka Chikwapuro_

*Mary D Panganai*

&
*Author Takue*

```React, share and comment```

*CHAPTER 2*

*Bradley*

"Natasha, you are looking so beautiful darling, unoziva here kuti since tizivane handina kunge ndatarisa mafambiro ako zvee plus mapfekero awaita. Nhasi outfit iyi ndeyekuenda kuhuni here kana kuti wakuda kungondinyunguditsa zvako?", ndakadaro ndakaita kutarisa Natasha achifamba.
"Ummm Bradley, you're my brother you know, so keep that in your mind. Anway thanks for the compliment handi.
Let us go because vana mom vakadzoka tiripano tinorohwa tikazvinzwa sevangu mom vanorova vakatsika musoro k*kk."
Said Natasha.
"k*kk haaa Natasha soo, come close pane zvandirikuona mumusoro mako asi hauna kubva wazvitarisa pamirror."

Pandinopedza kutaura, Natasha anobva afamba achiuya kwandainge ndakamira achinyara nyara. But i think anofanirwa kuita modeling because body yake iri so flexible even akati simbei zvake plus manakiro ake anoita kuti vakomana vakuru vemuraini vanhanzve mate kana achipfuura, yes vanozongotya kuti achiri mwanana asi unonzwa vachiti, "haaa pakanongo svika form 4 chete tinenge tave kukazara". Saka inini zvaindirwadza nekuti kubvira kare ndichimuda Natasha asi zvainetsa kuti ndinomuudza asi nhasi ndinomuudza hangu pese patichaenda kusango uko kunotsvaka huni.

"chibvisa kaa nhai tirikuda kumhanya handi ndakuudza kuti inini hangu mama vangu ndinovatya".Natasha anobva amira pedyo neni akatondizembera zvake sezvo anga ajaira kuti takakura tichingotamba tese tichingoitana sis namukoma but haasi kuziva kuti now zvachinja manje because handingamurege achitorwa nevamwe ini ndiripo kaaaa. Ndakabva ndanyepera kubata bata musoro wake ndipo pandakazoti ndabvisa ini Natasha but wait tione, "ko hindava kuita mapundu asingasviniwe kudai asi hauna mukomana kufanana neni ndisina musikana" ndakadaro zvangu ndichimubata bata matama ake.
"Aaaah nhai Bradley handi unozviziva here kuti I'm still a student and young also so ndirikuda kumbodzidza zveupenyu maybe kana ndapedza form 6 ndipo pandinotanga kuita zvevakomana, now aiwa kwete plus namai vai k*k she will eat me alive so i don't want to put my life on risk,uzopedzisa kundisvina mapundu acho tave kuhuni uko nekuti vana mom vakatiwana tiripano tingarohwe hako", anodaro Natasha achibva paanga akamira achienda kunotora makavi ake akusungisa huni apa ini ndakabva ndasara ndakamira ko ndainge ndichiri ini here, pandakangotanga kubata Natasha ropa rakabva ratanga kumanya mhanya muviri wose zvekuti ndainge ndakunzwa kuti handichasi inini. Musi uyu ndakabva ndaziva kuti why vamwe vanhu vachibata chibharo inyaya yekuti vanenge vakurirwa nemafeelings vosvika pakumbunyikidza munhu asi ini ndakakwanisa kumboramba ndakamira apa ndakabata trouse rangu.
"Hey Bradley asi hauchada kuenda and why are you looking at me like that please i always tell kuti I'm not your girlfriend so don't look at me like that aaah, zvinomboda here vasikanaka. Hande apo", Natasha anenge aona zvandaive ndaita but zvakanaka futi kuti aone kuti anondipinza mudenga rechinomwe anway rega ndimutevere tonopedzerana kuhuni ikoko.
"But Natasha you are not serious you, we are both single and we grew up together calling. You know i used to call you madam /my Queen tichiri kutamba mahumbwe pamai Tawanda paya k*k iwewe uchitonditi Daddy uchiuya nesadza remavhu uchindipfugamira kundipa inini ndichiita kunge king kk." Ndakadaro ndokubva Natasha anyemwerera zvake.
"k*kk haaa iwewe soo, unoziva here kuti ndogara ndichisekwa namom nenyaya iyoyo vachingoti but iwewe naBradley hameno zvamaingoita soo ndaitofunga kuti muchatomitisana kumahumbwe kwamaitamba kaaa because waigona kungovhumuka usiku ichiti daddy Bradley kani." Akadaro Natasha ini eeh, saka vabereki vanenge vachitoona zvavo.
"Kk*k haaaa so unoreva kuti mom vako vanotozviona here kuti we have something in common?" I asked with so much concern.
" k*kk ehe but vakazoti Bradley ndimukoma vako handide kunzwa kuti maita zvisina basa, asi vanogara vachikurumbidza hanzi you're a good boy ari very smart and intelligent. Asi ini handizvione k*k."
Akadaro ndikabva ndavhura ziso.
"Ko why usingazvione nhai Natasha plus iwewe uri a beautiful girl wani, smart and loyal futi."
"Yooh you're now flattering me just to gain favour right?" Akadaro Natty.

Natasha anobva ataura achinditsonya tsonya apa ainge akufambira muhapwa mangu manje, achiita kundiguma guma nemahips, zvino inini ndainge ndichakwanisa here kubudisa mashoko because Natasha wacho airatidza kuti atori forward. But i will make a plan as a men handingazoshaye plan kaaa because there are many ways to kill a cat. Because she is trying to play me hard,ndaitaurira mumoyo apo pandainge ndastika. Ndakazongonzwa Natasha ave kuti, "Bradley hey, I'm talking to you", handina kutonzwa kuti anga ataura kutii.
"Ohhh sorry Natasha, hameno zvirikuitika pandiri."
Ndakadaro.
"what is bothering you dude. You know I'm your sister right, so feel free to tell me." Izvozvo ka manje zvekuzoti sisi sisi manje.
"No Natasha hapana chirikundinetsa but mmmm."
"mmm taura nyaya yako."
Anodaro Natasha achifamba achidzoka pandainge ndamira.Handina kuda kufamba ndakabva ndati hapana Natasha asi musoro wangu ndiwo urikungotema chete hameno kuti chii. Natasha akabva asvika pandainge ndakamira ndokubva ati, "its okay Bradley, come with me handi unoona kuti tatosvika musango hande tinogara pachitombo icho maybe inyaya yekuti tanyanya kufambisa nhasi.", Natasha anotaura achindibata ruoko, apa paaingondibata chete ndainzwa nyama dzangu kungotambanuka soo.

"chigara apa Bradley, manje urikurwadza nechepapi because pano apa hatina kana mvura so ndotoshaya kuti ndingakupei ini",anodaro Natasha achindigadzika pakatombo iye obva amira achitanga kundipurudzira musoro.
Ndakamuudza kuti musoro wese urikurwadza, ndichibva ndatanga kuchema zvenhema asi iye haana kuzviona kuti ndainyepa so akabva atanga kundinyaradza achindipurudzira purudzira zvino ndakazomuti, "ndakuda kuenda kumba ini huni dzacho ngatisiye, asi handichakwanise kufamba".
Natasha anobva ati, "saka urikuda ndidii nhai Bradley rega ndizame kukubereka", Natasha anobva anditarisa apo paanondivhura maoko then ondisimudza apa inini ndainge ndakungoguma guma mazamu ake, ndakabva ndabatirira zvino paakanozoti achitendeuka kuti andibereke ndipo paakabva anditarisa kumeso inini ndichibva ndamutarisawo, apo pandainge ndakunzwa kuda kutomukisa.
Natasha anobva afambisa musoro wake zvishoma nezvishoma uchiuya kune wangu, inin ndakabva ndaitawo seizvozvo, handina kuona kuti takakisana sei apo Natasha paakazomhanyira kuti, "aah sorry handizive kuti zvaitika sei, hande hedu kumba." Ipapo ndipo pandakasimudza musoro ndave kuti aiwa Natasha hapana chawatadza ndinofunga kuti ndizvo zvainge zvakarongwa naMwari plus handi iwe urimusikana here akanaka futi, hona mahips ako plus malips apa unogona kukisa hako, Natasha akabva atanga kunyara nyara apo pandakafambisa maoko angu ndakumubata muchiono iye achibva atarisa kurutivi, ndakazongoisa rumwe ruoko muchiuno chake, rimwe kwave kumutendeutsa musoro kuti anditarise asi haana kukwanisa kunditarisa akabva avhara maziso.
"Hey murikuitei ipapo.....,?"
Ndakabva ndan

End of Chapter 2

To be continued
Stay tuned.
Comment and share.

*We do LOVE you all*❀‍πŸ”₯

05/05/2025

*πŸ’•PUPPY LOVEπŸ’žπŸ’ž*https://whatsapp.com/channel/0029VbAPICT7z4kjpjteZQ04*By Mhofela Jay Kay:**πŸ’œ Valentine Dhambura*  _aka Ch...
04/05/2025

*πŸ’•PUPPY LOVEπŸ’žπŸ’ž*

https://whatsapp.com/channel/0029VbAPICT7z4kjpjteZQ04

*By Mhofela Jay Kay:*

*πŸ’œ Valentine Dhambura* _aka Chikwapuro_

*Mary D Panganai*

&
*Author Takue*

```React, share and comment```

*CHAPTER 1*

*Bradley*

"Iwe Bradley, ita zvekukurumidza mhani muyende kuchikoro,tarisa uone Natasha hanzvazi yako akumirira kugedhi uko!"ava vaiva amai vangu vaindisheedza kuti ndikurumidze kuyenda kuchikoro.
Apa munhu wacho ainzi hanzvadzi yangu manje,mwana weshamwari yavo zvake apa aitove musikana futi, ndichitomudawo kubva tichiri kumatope.

By the way my name is Bradley. Ndiri mukomana ane makore 15 chete ekuberekwa.For now ndiri kuita form 3 pachikoro chinonzi Mbesva Secondary School.
Ndinogara namai vangu chete,baba vanonzi vakangotetereka nenyika.
Handaizoziva hangu kuti kutetereka kwavakaita,ndekwekuti vakandirambana namai vangu here vakayenda neumwe mukadzi or vakangotisiyawo havo vachiyenda kumushando zvikatorova zvakadaro.
Ndichikura ndainge ndisina basa n nekuziva kuti baba vangu ndiani chaiye uye kuti kumusha kwavo ndekupi ,zvakazotanga kundinetsa pandakapedza grade 7 kuti ndainge ndakufanirwa kuziva baba vangu uye he was supposed to play his role as a father because sometimes mom vairemerwawo sezvo vari mukadzi zvimwe zvacho zvaidawo baba varipo so ndakazviudza kuti 1 day i am going to start searching for him.

Ndakapedza kurongedza mabhuku angu ndokubva ndabuda.
"Ndakuyenda amai.",ndakadaro ndichioneka amai vangu.
"Ok chifambisai mungasvika vanhu vatotanga kudzidzaso, vanhu ngavafambire chinhu chimwe chete ikoko."
Amai vangu vaigara vakautaura muromo iwoyo wekuti munhu ngaafambira chinhu chibodzi and sometimes wainzwa voti,"kupera kweterm report riuye riine zvitsvuku chete uone,uye ndigonzwa kuti murikuita misikanzwa kuchikoro ikoko,hapadyiwe rinopisa pano."
Ndaiziva kuti kana mom vachinge vataura vachidai vanenge vachitorevesa. End of term ukangouya wakafoira chete vaikurova zvekuti waitadza kufamba uye wainyimwa chikafu uchinzi verenga uripamutsanyo.

Takafamba hedu naNatasha wangu tichiyenda kuchikoro.Pataifamba munzira hatina kana mwana wechikoro mumwe chete wataona munzira.Izvi zvaingoreva chinhu chimwechete,kuti tanonoka.
"Handei timhanye Natasha,hona hapana kana mwana umwe chete watiri kuona munzira muno.", ndakadaro ndotomhanya paya.
Natasha manje aikurumidza kuneta,so ndakatoita zvekumubata ruoko kuti timhanye.

Takamhanya hedu kwekanguva kakati rebei,ndikazonzwawo kuti kana neni ndaneta.
Takatanga kufamba hedu asi tainge tave pedyo nepachikoro, so we were expecting to here noise inenge ichibuda kumaclasses but hatina chatakanzwa. Takafamba ndokusvika pagedhe tikaona pakaiswa lock.

"Chii chiri kumbonyatsoitika nhai Natasha?
Look pagedhe pakalockwa and muschool yard macho chaimo hamusi kumboratidza kuti mune mwana wechikoro."
Ndakadaro kuna Natasha ndokubva iye atoratidzawo kupererwa.
"Ummm ngatitsvagei munhu mumwe chete wekubvunza tisati tadzokera kumba."
Akadaro Natasha but zvenguva iyoy taisaona kana munhu pedyo nesu.

So we decided to wait for few minutes, ndipo patakazoona Caretaker vepaChikoro pedu vachibudikira kubva kuseri kweblock remaForm 3.I waved a hand at him ndokubva vauya kwataive takamira.

"Aah maprefects,ko mukutsvagei kuno zuva ranhasi?"
Takatarisana naNatasha, kwete kuti tanzi maprefect nenyaya yemusikanzwa sezvinoitwa vamwe zviya kuti akaita musikanzwa anotanga kunzi Comrade asi isusu tagara tanga titori maprefects pachikoro pedu nenyaya yekugona.
"Mukuzama kurevei kana muchidaro nhai Caretaker , inga nhasi iMonday wani?"
Ndakadaro ndokubva dzaseka ndokuti,
"Asi zveholiday yeWorkers' Day hamusi kuzviziva here?", he said ndokubva tataurirana pamwe chete kuti,"handi yaivako nezuro here musi weSunday nhai Uncle?"
He laughed and vasati vatombopindura ndakabva ndarangarira kuti Public Holiday,kana iri Sunday kureva kuti Muvhuro wacho vanhu vanenge vakazorora.
All along zvanga zvisina kana kumbouya mumusoro mangu.

"Okay okay, now I remember.
Haa thanks Sir,regai tidzokere kumba zvedu."
Ndakadaro ndokubva tatotendeuka hedu kudzokera kumba.
"Haa munoda chikoro vafana, murambe makadaro!!"
Vakashevedzera kudaro caretaker vedu, ndokubva tacheukirana pamwe chete.

Takafamba hedu pore pore takananga kwatinopfuwiwa.
"Haa zvanhasi handisati ndambozviona ini.
So you mean Zimbabwe yese tisu tega tamuka tikageza nekutozora mafuta kuti tiyende kuchikoro hiiii zvakatooma."
Ndakadaro hangu tichitofamba naNatasha.
Natasha aiva munhu akanyarara zvake and sometimes aitodaira kana uine chawamubvunza chete zvakambotanga zvichindibhowa but ndakazosvika pakumufarira because sometimes anombobvarukira futi.

Takasvika hedu kumba ndokuwana mhamha vaNatasha vatouya kumba kwedu.
Takapinda hedu pagedhi face dzakauna una zvekutoita setine mhaka.
"Aizve, mai Natasha hona vana vako.
Ndambovaudza vachinonoka kubva pano kuti muchawana vamwe vatanga kudzidza hevo avo vadzoka ."
Vakadaro mom vangu pointing at us.
Takaramba tichifamba hedu kusvika tasvika pavaive vagere pasi pemuti.
"Ko matodzoka kuchikoro,kwanzi kudini?"vakadaro mom vangu.
Mai vaNatasha vaive munhu akanyarara ndinofunga ndivo vakapomera Natasha ini,but time time ukavaona vachiita nyaya namom vangu,hawaimbovaziva kuti munhu uyu haataure zvakanyanya.

"iHoliday nhasi mhamha, ndanga ndakanganwa kuti kana Public Holiday iriko musi weSvondo, Muvhuro wacho inenge iri Holiday."
I said ndokubva vese vaitirana kuti, "Aaah!"
Mom ndivo vakazoti,
"Kana ini kutozvikanganwawo nhai, chikururai mauniform enyu muyende kuhuni because ndiyo nyaya yatanga tichitotaura nezvayo pano kuti tiyende isu,asi zvisinei matogona matigura tsoka."
Vakadaro mom ndokubva tatarisana naNatasha,vakazoenderera mberi vave kuti
"Asi hamusi kuda here zvamatarisana kunge machongwe, kana musiri kuda tinoyenda tega.?

Natasha akazomhanya kumba kwavo,ndokudzoka apfeka mbatya dzepamba.
Amai vangu namai vaNatasha hameno kwavaive vayenda havo.
Ndakaramba ndakamuyeva achisvika pachivanze chedu nguva dzaakadzoka. Natasha aitova nebody yakaumbwa zvinonwisa mvura chaizvo. Kunyangwe waiva murume uchimuona achifamba akakufuratira, waimedzera mate kuti paita zvengirozi pano..

*END OF CHAPTER 1*

_Drop your comments guys_

*We do LOVE you all*πŸ’–πŸ’–

Address

Attridgeville 32 Chauke
Pretoria

Telephone

+27683111552

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Valentine Shona Novels-Stories posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Valentine Shona Novels-Stories:

Share

Category