03/11/2025
Haya maZimba ndoosaka ndichizoti takangwarira paduri sehuku nxaa saka mwana wechikoro azanzwa kwese ticktok lnstagram Twitter nepano paFacebook mukushaya zvekuposter here kana kupusa kwamakaita potai muchitsvaka Content dzenyu kwete kumirira kuti pakarohwa munhu kana kuurawa kana ma Accident mozadza mapage enyu nxaaaa monyadzisa maZimba🙈