Zimbabweans in pritoria mabopane

Zimbabweans in pritoria mabopane Comedian

06/08/2026
16/12/2025

Saka paye pamuno nyora pastetus yewatsap kuti mwari nditungamirirei kwandirikuyenda mwari vanotozvinzwa hr paye

16/12/2025

Gore rino chiii chawakaita chine musoro?

26/11/2025

Munhu anegodo Pota uchimuudza zvose zvoitika mulife mako uchiwedzera nenhema akwire bp akurumidze kufa๐Ÿ™ˆ

26/11/2025

Inonzi bar balance not
bhabharasi.Inonzi pay by
seller not bhaserera..tipe
rako raunoziva?!! ๐Ÿ˜„ ๐Ÿคฃ ๐Ÿ˜‚

26/11/2025

NYAYA YARAZARO INONDIKOMBORERA MHANI.

Handiti Razaro ainge ane 4 days afa? Just imagine kana hembe dzake dzakange dzagovewa, Razaro achimuka oti Martha jean rangu ririkupi? Zvonzi takaripa sekuru Widzo patakagova nhumbi, Razaro oti ngavadzose , of coz sekuru Widzo vanodzosa jean but vanoenda kumba vaine bitterness kuti why Jesu achimutsa vana Razaro vanga vafa kudhara majean atange tave kufara nawo akutorwa.
Even in life havazi vose vanofarira kuona THE DEAD AREAS OF YOUR LIFE BEING RESURRECTED by Jesus. Vanoita BP kuti WHY life yako iri kusimuka, but let me tell u this -their bitterness CANT STOP Jesus from working in your life.

Who else has got faith kuti kana Razaro akamutswa mubwiro Ave nemazuva arimo even my case is a small matter in the sight of God??? Nyaya yako inotomuka chete inotodaira kuzwi raJesu .Kungoti pakasungwa mukaaa ,pakavharwa mukaaa,parikurema mukaaaaa,any part of my life iri dead mukaaaa!!!!!.You command what you want don't ask dear.. Mwari ngaamutse chose chiri dead in your life.Zvekuti nevaripadyo vanoona kuti pane abuda mubwiro

"Itsika yevanhu yekukukanganwa kana zvisirikuendeka mulife mako...Itsika yevanhu yekukushandisa vokuita muraswaa...Twako twese twavakagovana ngatudzokeeee coz Razaro wamukaaa!!!!Kana vakakukanganwa dont worry shamwari Jesu haakusiye...

Ipapa pagore ratoda kuziva kuti Mvere wakadziwanepi ipapaaa Lazarus mukaaaaa!!!

10/11/2025

Vakadzi kana vaakugona kubika BLACK LABLE ๐Ÿป ndipo patichawanika pamba zvekudaro โœ…

04/11/2025

Ko G wepa 2G,3G,4G,5G anorevei. Musandinyepere

04/11/2025

Hanzi Babe handimbofa ndakakurasa...๐ŸฅนApa iye munhu aimborasa mombe 15 dzine mabhera nemabhera shuwa ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ™Œ

Address

Mabopane
Pretoria

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Zimbabweans in pritoria mabopane posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share