tandeka

tandeka tandeka
(8)

Pfurai ne pano tichidya guys maswera sei recipe ndatora Zim Foods maswera sei
15/06/2026

Pfurai ne pano tichidya guys maswera sei recipe ndatora Zim Foods maswera sei

15/06/2026

Mwari hatisi Kuku mhanyisai asi vakati rera vacho vakuchembera tisina chatavaitirawo zarurai masuwo

15/06/2026

Ndiyani Acha enda ne mwana kunyika kwake

15/06/2026

Nayo relationship yako ino ita kunge muto wematumbu 2mins yangwamba yakuda kudziswa 🤣🤣 zvino ne chando ichi ma 1

15/06/2026

Kozoitawo vamwe vano bhadhara WiFi
Kunyeya chaiko zuva rese munhu achingo nyeya KO kutsvanga basa veduwe

15/06/2026

Good morning
Family buda wa namata

14/06/2026

Tadzoka kumusha isu tadzoka
Titambirewo

14/06/2026

Ngati zame kubatanidza vana vedu

14/06/2026

Chero Mai vaka tadza sei hapana reason yeku vasiya mu hospital vari Vega 💔💔

13/06/2026

Kune vanhu varara musango ,vamwe mu street ku ma camp woramba kuyenda kumba chete Durban yapisa veduwe

Address

1chuch Hill Avenue
Primrose Hill

Telephone

+27605945528

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when tandeka posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to tandeka:

Share