Tally Tally

Tally Tally I'm a lot of things, some which I'm still to find Lover of travel ,books� and good food ��
Also loves capturing moments� that matters
(1)

Last night we supported Mexico 🇲🇽 so that South Africa 🇿🇦can go back home early to protect their jobs . Even if south Af...
12/06/2026

Last night we supported Mexico 🇲🇽 so that South Africa 🇿🇦can go back home early to protect their jobs . Even if south Africa was playing alone ,I would rather support the stadium.

24/05/2026

PaJoni Kufa i2 minutes, ndanga ndaenda varume inzwai ini.
Ndakadanana nemuXhosa asi haana kundiudza kuti Boyfriend yake ndiTax owner. I became suspicious kuti pane zvisiri kubatana bho pandaimufonera manheru dzimwe nguva aingokata phone.

Ndaipota ndichimbonorara zvangu kumba kwake kusvikira chatova chijairira. Then mumwe musi ndiriko Ari manheru lucky ndaiva ndakagara muDining ndakangoona Tax ichipinda paGate. Ndakaona achivhunduka , akanditarisa akati,"U are finished!!". Ndikati, "Haibo, why!". Zvikanzi, "My Boyfriend is here ,the tax owner!".

Panga pasisina nguva yekubatanidza ... Ndakabva ndapinda pasi peSofa iwo ma2 sitter iwaya ndakagonya wena. Iro rakabva rapinda ziTax owner riya.

Ndakanzwa vachimbundikirana nekutsvodana .. rume riya ndokusvikoita kuzvikanda richigara paSofa randakahwanda. 😭Wait yaro yese ndokuuya pandiri apa rinenge raiva over 100kg.

Moziva maSpring emasofa aye ane zvima'S' continuous shape 😭😭maspring akaita kundidzvanya hudyu...ndairwadziwa zvakaipa asi paisachemeka😞

Rakabva radaidza babe ndokuuya kuzogara pamakumbo aro...ndakanyatsonzwa kuti iyi hudyu yava kutozotsemuka zvikaramba zvakadai.

Lucky Babe akakasira kufunga achibva asimuka irondokusimukawo vachiita romance uku ndanga ndatototesa mabhurukwa neweti.

Yakatsva romance imomo kusvika vaita bonde Babe akabatiswa same sofa...kusvika rapedza ndisina kana kupakanyika. Rapedza rakagara futi same position for almost 1hr... Ndakanyatsonzwa kuti kumakumbo kwava paralyzed ...hakuchanzwi pain uye kana kuMover gumbo handichagoni apa Dust raiva Pasi peSofa ndaiita kufema nemuromo. Uku ndichichema 😞.

Ndakazonzwa ravakuti ndavakuenda vachibva vatsvodana tsvodana ndokubva rabuda ndikanzwa Tax yamutswa ndiye hutu.

Ndakatadza kubuda Pasi peSofa ...kutya plus mitezo isisashande. Akazondizvuva akaona Eeeh mabhurukwa akatota uye kubva muchiuno kudzika kumakumbo hakusi kushanda.

Akabva angofonera ambulance, luckily yakauya ndokumhanyiswa hospital. Ndakaita week ndiri paWheelchair😞.

06/03/2026

Never announce moves , confirm arrivals

Which one do you use when you clean your ears , be honest . Mine in comments
06/03/2026

Which one do you use when you clean your ears , be honest . Mine in comments

04/03/2026

The mind replays what the heart can't delete

04/03/2026

Nobody cares about your story until you win , so win

04/03/2026

My life isn't perfect but I thank God for what I have 🙏

04/03/2026
Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Kelvin Kilunja, Jyoti Uikey, Bakht Zada, Vongie Vongai, R...
01/03/2026

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Kelvin Kilunja, Jyoti Uikey, Bakht Zada, Vongie Vongai, Rachel Mapfaka, Biplob Roy, Alick Murombo Gudyanga

Address

7 Lion Fish Street Waterfall East
Rustenburg East
O300

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00
Saturday 09:00 - 17:00

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Tally Tally posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share