09/09/2025
Sister yangu yakaroorwa last yr ikachata zvikadadisa. Vakashaika this year, vakangoti vachipedza kuzvara after 5mins ndobva vatoshaya, vakazvara matwins but vana Havana kna problem vatori vatano. Bamkuru vakanditi ndiuye ndichengete vana, vabereki vangu vakbvuma. Tinogara tingori 4, but maweekends ndine munhu anouya achiita washen pamba. Chavakuitika manje bkmur vavakundipfimba & mafirst dys ndakatanga ndichiti pamwe majokes sabamukuru. Wanikeyi vatori srs, vagara vaingonditi ma2 because of matwins aSisi ene inni handina problem nazvo. So kuswera nezuro akanditi handei kwana tete timbonovaratidza vana kt vari kukura zvakanaka. Tichisvika bmkr vaya change gate vavakuti Ana tete ndauya pamutemo ndikuudzey kuti ndafunga hangu kt mainni vaite mukadzi wangu sezvo zvavari kuita zvakangofana nekuti ndimai 2 vakashaika. Vana tete vaya vakatofonera Ana baba ndokuvaudza vakatotiwo hapana chakashata kna ivo vawirirana hativarambidzi. Ana tete vakatanga kundinyengerera vachiti ndibvume, uye vakati nditore nguva kufunga about that but ndinofana kubvuma. Takadzokera kumba paya, haa ndakazoona kt bmkr vatori srs, vanga vatochinja hunhu like other days. But chandirikufarira havasi kundibvisira burugwa varikungondinyengerera nemuromo. Nezuro vakatouya kunovata neni muroom mandovata nevana, vachitotaura nyaya dzerudo dzisiri dzekuti ngaitiite bonde. Ndazngopedzisira ndati me too , ummm vachema nemufaro hamheno kt ichokwadi hr kna kt kunyepedzera.