Upenyu Mutoro

Upenyu Mutoro Cooking

Homemade cake πŸŽ‚πŸ°πŸŽˆ
12/09/2025

Homemade cake πŸŽ‚πŸ°πŸŽˆ

😊😊😊
08/09/2025

😊😊😊

06/09/2025
Lunch  yedu manga madya here
10/07/2024

Lunch yedu manga madya here

15/05/2024

Chii chirikuita kuti vakadzi vakudanana nevamwe vakadzi vawande asi varume vakutadza basa lets not judge huyai tifambe nayo

14/05/2024

Please post as hide handizive kuti ndatadzawo kunzwisisa here kana uri single mother uchidanana nemukomana asina mwana obva akuti handidi kukumbirwa anything chinechekuita ne mwana wako ndinozokwanisa kuchengeta mwana wako kana tazoroorana kana tichiri kudanana handikwanise munhu iyeye anozoda kuchengeta mwana wako here mukazoita mhuri mese help me pliz

24/04/2024

Woti pamwe wanonoka kumuka izvo watozorora murugare🀣🀣🀣🀣

Manga matodya here
24/04/2024

Manga matodya here

11/02/2024

Ma security ema Pick n Pay kutsamwira kuti ndapushirei airtime yangu mutrolleyπŸ₯²πŸ˜…πŸ˜‚πŸ˜‚

07/02/2024

Mvana dzarangarirwa

Address

Phoenix
Somerset West

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Upenyu Mutoro posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share