Kufumurwa Kwe Zvakavanzika

Kufumurwa Kwe  Zvakavanzika Kusiya zvakaipa tizive Mwari vachiripedyo🙏🙏🙏

22/07/2024

Kugona mbavha kuyirongera..🤣🤣

Zim yakaomera munhu wese shame.😡😡😡
20/07/2024

Zim yakaomera munhu wese shame.😡😡😡

17/07/2024

Munotio kudii nezvakadai chokwadi 😭😭😭

Nhasi ndirikuuya neskiri ravanoita vachiti vagadzira mheni ngatingwarirei tisabirwe takatarisa.
10/07/2024

Nhasi ndirikuuya neskiri ravanoita vachiti vagadzira mheni ngatingwarirei tisabirwe takatarisa.

02/07/2024

Ko pazvinombonzi varungu ndovanhu kwavo chi chakadayi 🤣🤣🤣🤣

Anoziva mai ava denga achaita reku Google 🤣🤣🤣🤣
29/06/2024

Anoziva mai ava denga achaita reku Google 🤣🤣🤣🤣

28/06/2024

Unenge wakutonzi akaromba ndiye akukutadzisai kuita mari kkkkkk

28/06/2024

Love is beautiful. ❤️❤️❤️

22/06/2024

Mashoko akadzama anoda kunzwisisa kuti unzwisise kti zviyi zvirikurehwa ❤️❤️❤️

21/06/2024

Ava ndovarume kwete vatasara navo munyika yedu yezimbambe 🤣🤣🤣🤣

21/06/2024

Ndonyika yedu tingadii atingazorase vabereki vedu nokuti vanoroya.👺👺👺

Address

113a 1st Street Geduld
Springs
1559

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Kufumurwa Kwe Zvakavanzika posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share