Elsie chakwamura

Elsie chakwamura l film my daily life as content

🌹💛🌹 *Dear Sweetheart*🌹💛🌹Tambot timbokurukure about *morning after pill* 💊This pill arina kugadzirirwa kunwiwa daily rout...
24/09/2025

🌹💛🌹 *Dear Sweetheart*🌹💛🌹

Tambot timbokurukure about *morning after pill* 💊

This pill arina kugadzirirwa kunwiwa daily routine sezvamuri kuriita kt after $ex munobva manwa

Zvinova zvinokanganisa health yenyu uye kana mava kuzoda kuita vana muchaona zvichikutorerai nguva kubata nhumbu or kuzoita ma miscarriages asinganzwisisike motanga kutsvaga muroyi pazvinhu zvamuri kuita now muchiti muku enjoyer....

Morning After pill rinoshandiswa for a emergency or once in a blue moon

This pill rakagadzirirwa kune vanenge vabatwa chibharo or any njodzi ndipo panoshanda that pill

The more yamunorinwa pese pamadira ndi the more yamuri kuvhiringa future yenyu

Say no to that Pill
use prôtectiōn ndoyenga nzira yamungashandisa

💜🌹💛🌹💜🌹💙

Pliz support
19/09/2025

Pliz support

18/09/2025

Hi everyone! 🌟 You can support me by sending Stars - they help me earn money to keep making content you love.

Whenever you see the Stars icon, you can send me Stars!

18/09/2025

Sehcool ndakambotsvagira mukadzi basa rekuti aizoenda achidzoka asi akazosiya akati ainge awana paari izvezvi akatsvaka ega anoshanda pamba pemumwewo muIndia muno MuBelvedere Muindia wacho haana mukadzi hanzi anoshandira kunze kweNyika saka iye anogara nevana vake vatokura. Manje mukadzi wangu akuti akuda kugara kubasa kwake. Apo isu imba yedu iri muno muBelvedere anongofamba 200 metres anenge atosvika. Asi ndiri kumurambidza kuti asaende. Manje ari kuti basa rake rinobva rapera nekuti anoti pari kudihwa munhu anozomuka manheru achiona vana. Ini ndiri kuti koo kuno kumba ndosara nani Uye ndine kakutyira mukadzi wangu kuti agare kumba kwaboss wake vasina mukadzi pakajeka here ndisiye ainde. Mari anoti anopihwa $400 yakatowanda kudarika yangu yandinohora .

🤍• *Vanoti ngaaende kubasa*

💙• *Vanoti murambidzei*

Tete Elsy  post me. vakadzi vari kunetsa guyz  bbie rangu rakanditi rave nenhumbu 3 week ago. Ndikabva ndamut saka wafun...
18/09/2025

Tete Elsy post me. vakadzi vari kunetsa guyz bbie rangu rakanditi rave nenhumbu 3 week ago. Ndikabva ndamut saka wafungei zvikanz kwedu hakugarwe nemunhu ane nhumbu. So ndakabva ndatokwereta svimari ndikanobvisa pashoma ndikatora munhu wangu takatanga kuroja ka 1 room kedu. Nhasi palunch ndabva ndaisirwa message nenew number zvikanzi buddiman kwete kungotora nezvamusingazivi mukadzi wangu wakatora nhumbu yangu hais yako. Munhu uyu mheno ndiani. Pa ecocash yakanzi Ivan Mashiri. Ndabva ndatosiya zvebasa ndikadzoka kumba. Ndakusvika munhu achichema haana mboziva kuti ndichasvika. ndabva ndavhunza kuti uri kuchemei kwakunzi pana tete vari kurwara. Nhai munhu ungachema kuti tete vari kurwara here Ndabva ndavhunza nyaya yangu zvikanzi namadham.. ndezvekunyepa mufes afona kwai ane jealous hanzi ndakadanana naye tichiri ku high scool. Ndabva ndafona fut kumufes uya. Vanhu kwakutotanga kushaudhana pafone pangu. mfes achit ukuda kuchengetesa uri h**e kana usiri h**e uya kumba. Ndatozoita zvekubvuta phone yangu. Ndangobuda muden andisi kudzoka ini. Munhu uyu andichazivi kuti ari kutaura chokwadi here. Mfes wacho ari kutotaura zvekuti akakwira bbie 3 times on 14 June. atondipa nedate kuno mubbie ari kuti 14 June aive kumba kwavo. hanzi ndezvekunyepa. Apa ini bbie ndakariwana risiri mhandara. Ndodii kana ndimiwo pamwe ndingatozoisa mari pamah**e aya ndotadza kuita zvine musoro. Ndiri kufunga kumbomudzosa ini tozoona kana mwana wacho azvarwa than kuitiswa panhumbu yandisi sure nayo.

🤍{`} *Muchengete atove wako*

💙{`} *Mudzose mozotangidza kuronga*

*Muhabhurosi tree*Mashizha emuti uyu anobatsira kudzikisa *BP nekuwedzera ropa* Torai mashizha acho moabhoirisa momwa se...
17/09/2025

*Muhabhurosi tree*

Mashizha emuti uyu anobatsira kudzikisa *BP nekuwedzera ropa* Torai mashizha acho moabhoirisa momwa setea kaviri pazuva No sugar or milk.

Mudzi wacho unorapa zvakare kana uchienda kuperiod kasingaperi. Soak mudzi wacho mumvura monwa mvura yacho everyday👏👏

*Kana muchibatsirika munosiya reaction toona kupinda mativi ese tichikupai zvinorapa🥰❤️🙏🏽*

17/09/2025

*°zvimwe zvausingafaniri kuita mwanamusikana°*🙏🙏🙏

💜°kudya sadza repamugoti°
Zvinoita unetsekane kuroorwa

💜°kubvisa tsvina yembwa°
zvinoita uite jambwa

💙°kudambura nyama nemaoko°

💜° mwanamusikana haatenderwe
kudya musoro kana zai rejongwe,

💛°mwana musikana haatenderwe kudya maturisi emombe hono°

💙°dzimwe nzvimbo mwanamusikana haatenderwe kuyambuka rwizi kana ari kunguva°

💛°Mwanamusikana haanwe tea kana ari kunguva°

💜°Mwanamusikana haatenderwe kugeza nemvura yakarara panze iri open.

💜💙💛° Mwana musikana haangomuke arasa umhandara hwake

💛💙🎀 Mwana musikana haakoshese bonde asati aroorwa.

💜💛🍎Mwana musikana haafaniri kunwa doro

💛💜 Mwana musikana haakoshese atinoti masleepover.

💜💙🍎💛 Mwanamusikana hausvike na7 pm usati wapinda mumba

💛🎀 Mwana musikana haanyengereke nemari

Tinogona kutevedzera kana kusatevedzera tsika idzi maringe nekuti tinotenda kusvika papi asi zvagara makare kare zvaingoveko. Chakakosha kuzoziva kuti patinozosangana nematambudziko anenge achibva papi chaizvo muupenyu.
> Kana waverenga siya reaction.❤️👏👏

🙏🙏🙏🙏🙏

*💙💜Ana daddy* 💛💜🌹💛mukadzi achibikawo mu kitchen munopindawo ,wonosviko rova magaro zviri swt.  wombomupa ka hug kerudo w...
17/09/2025

*💙💜Ana daddy* 💛💜🌹💛

mukadzi achibikawo mu kitchen munopindawo ,wonosviko rova magaro zviri swt. wombomupa ka hug kerudo wokisser huma iyi kana kumbundira nekumash**e wokisawo mumwe wako padhuze nepanzeve.

womudzawo *mashoko erudo* spice up ana ddy vakadzi vanoda *kudiwa*
,wombomudzawo makabatana *maimwana and munonaka henyu ndanzwa nekunakirwa nezviri mumuviri menyu umu* ,unoomuona achinyemwerera Ehe pandati munokiswawo muhuro ndiri kureva kuti ngatigezei madzimai kukiswa huro ndokunge isina ziya ndokunge isingawave munyu manotsi edu ekugeza akazara kuchinamwali. Ende akawandisa••••

,,💙💜💛handidi kupikiswa nhasi.

💜🌹💙🌹💛 *Imimi ana makhoti*💛🌺💙🌺💜

murume anobviswawo hembe dzese pamuviri kusara ari pezi. ende zviri *sweet* mufunge kana mabvisa. kune chinonzi masaji inokwidza zemo. Izvezvi mumwe haatozivi kuti munhu wake anonyanyofarira kunasajiwa pai.

🍓Murume anobatwa mboro pamunopesana mupassge paye.
🌹Zvakare especially kana amai vake pavanouya perfomer ita zvimwe zvavaisamboita kana muri 2. Ndiro bond racho iroro. Kudiwa naamwene ndiko kudiwa nemurume. Beche rako ndiro rakaita kuti pave nehukama pakati penyu muri 3 saka *Try by all means* kubatanidza hukama hwenyu nebeche. Musi unouya amwene akurarwe kunochemererwa. Kunotaridzwa amwene kuti ugere.

Kana muri mese naamwene makagara pasofa kana pasi pemumango nahubby. . *Kune chinonzi sign language*. Murume
anoudzwa kunzi huya timbosvirana nesign languagge iyoyo muvanhu imomo patinoti vanhu kuchinamwali tetichiti tionesane zvose zvatingaita t

Hello
31/08/2024

Hello

Address

Standerton

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Elsie chakwamura posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share