Pamela Ndlovu

Pamela  Ndlovu l Love all my Followers lm here to make friends ,fun@enjoy��
(4)

Sekuona kwako unoona kunge chiii 🙈huyai tidye
26/07/2025

Sekuona kwako unoona kunge chiii 🙈huyai tidye

Maiti dora heee tudora momboziva here kuti tunonaka tunhu itwotwu veduwe 🤣🤣musasvoore kana usati wakambotudya
26/07/2025

Maiti dora heee tudora momboziva here kuti tunonaka tunhu itwotwu veduwe 🤣🤣musasvoore kana usati wakambotudya

Kwangu maPictures ndiwo akupinza mari hamenowo kwenyukuriseiwo
25/07/2025

Kwangu maPictures ndiwo akupinza mari hamenowo kwenyukuriseiwo

Aaaa imi ndiniwo ndadii    motiiwo nhai veduwe  maswerawo sei veduwe
24/07/2025

Aaaa imi ndiniwo ndadii motiiwo nhai veduwe maswerawo sei veduwe

Mazuvano ndaakuda kuita zvekubika manje 🤣🤣🤣pamwe zvingaita nekuti content ikundirwadza ini
24/07/2025

Mazuvano ndaakuda kuita zvekubika manje 🤣🤣🤣pamwe zvingaita nekuti content ikundirwadza ini

Haaa nhasi ndabikira varungu vangu vanovata vachinanzwa maoko chete umwe achazviruma chigumwe 🤣🤣morara zvakanaka
23/07/2025

Haaa nhasi ndabikira varungu vangu vanovata vachinanzwa maoko chete umwe achazviruma chigumwe 🤣🤣morara zvakanaka

Tazobvumirana here kuti broiler ndiro rega risingaite zvechihure risati kana rakambotadza   tumaRoad runner tuye tunotev...
23/07/2025

Tazobvumirana here kuti broiler ndiro rega risingaite zvechihure risati kana rakambotadza tumaRoad runner tuye tunotevedza raini rese haaa twadzwa tunozozvara vana vakasiyana 🤣🤣🤣munotii nazvo

23/07/2025

Mhuka yakanaka kudya isina chitadzo ibroiler kwete ka road runner kanopedza raini rese kachihura musandipikise 🤣🤣🤣🤣

22/07/2025

Zvino zvatisisadiwe kuzvipatara tobarirepiko nhai Mwari kwedu kwaSadza haa kutofa chaiko kuMaPrivate kunoda mari tajaira zvemahara toitaseiko🙈

Huchi hunonaka hunowaikwa kuZimbambwe chete hapana anopikisa     31
24/04/2025

Huchi hunonaka hunowaikwa kuZimbambwe chete hapana anopikisa 31

Ma Avocado anonaka kana wakasanganisa nechiii ?
24/04/2025

Ma Avocado anonaka kana wakasanganisa nechiii ?

22/04/2025

Hanzi chikomba hachizvarirwe mwana ishuwa here🤣🤣🤣🤣🤣

Address

Pretoria

Telephone

+2784599876

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Pamela Ndlovu posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Pamela Ndlovu:

Share