Mushonga yechivanhu ZW

  • Home
  • Mushonga yechivanhu ZW

Mushonga yechivanhu  ZW Content Advertising Marriage counseling professional dating site Treatment of all types of STI's Mupfuhwira, Kukudza nhengo
+27783071666 /+27719418768
(2)

Zvaitika mangwanani ano mu Kadoma vakomana vaviri ava vaba  mota  apa havana zvitambi ndokutsika vanhu vaviri mukadzi ne...
15/07/2025

Zvaitika mangwanani ano mu Kadoma vakomana vaviri ava vaba mota apa havana zvitambi ndokutsika vanhu vaviri mukadzi nemurume unfortunately mkadzi ashaikira paspot murume anzi akuvara

Pane chirwere chepabonde chashungurudza kana kuti kubata vanhu wakawanda uye hachirwadzi saka chinogona kungova nyore ku...
15/07/2025

Pane chirwere chepabonde chashungurudza kana kuti kubata vanhu wakawanda uye hachirwadzi saka chinogona kungova nyore kuignower

S**i iyi muchirungu vanoiti (HPV) kuchipatara nyangweukaswerera inongoramba ichidzoka inezveratidzo sezvizvi

Kubuda twumapundu twumablisters twunongouya twuchienda pamwe twakupora twosiya twuronda pamusoro pesikarudzi kana nhengo yechidzimai

Inogona kuzosiya mavanga anenge ekutsva akatsvukuruka inenge yatove herps inogona kuzokonzera low s***m count kuite hurume hwakaita mvura kusiya growth like chitsinga mumabhora kupera simba pabonde

Kuvakadzi inokuvadza chibereko dzimwe nguva kuzobuda discharge inonhuwa

Vanhu vazhinji chirwere ichi vanacho asi vanozvitarisira pasi saka kana unezviratidzo izvi huya urapwe mushonga uripo

Nemushonga wechivanhu wave kukwanisa kudzosa mudiwa wako kunyangwe anenguva yakadii aenda aslong arimupenyu

Mushonga unosvika kwese pasi rino tinoshandisa post net muno muSA toshandisa DHL mhiri kwemakungwa

078 307 1666

I'm a lady,30 yrs of age looking for someone who's serious...someone who's ready to settle down,I want someone from 35yr...
15/07/2025

I'm a lady,30 yrs of age looking for someone who's serious...someone who's ready to settle down,I want someone from 35yrs going up also I love my Man tall,coz I'm also tall.i have 2 kids only boys...I'm self employed with a good job someone who knows what he want in life.someone with a good job as well.someone who's ready to build a good life...Please only mature and serious Man,Thank You.

+263 71 981 9818. am looking for some One who is ready to settle down who is Fed up with heart break
15/07/2025

+263 71 981 9818. am looking for some One who is ready to settle down who is Fed up with heart break

Ndiri kutsvagawo anondivaridzawo, zverelationship tozviona as we get along. Am a lady aged 34, ndodawo friends aged 36-4...
15/07/2025

Ndiri kutsvagawo anondivaridzawo, zverelationship tozviona as we get along. Am a lady aged 34, ndodawo friends aged 36-42. App number 0718691966

Hi Vamushonga, hide my identity muna mbuya mu group rino. ndoda kumboisao kanya kangu kakaitika muna 2016Im 32 years old...
15/07/2025

Hi Vamushonga, hide my identity muna mbuya mu group rino. ndoda kumboisao kanya kangu kakaitika muna 2016

Im 32 years old now ndakazoroora hangu muna 2018,i work for an NGO muno mu zim. In 2016 May ndakanzi ndinoshandira ku Malawi Blantyer, ndakaita 5 months ndiriko, i met mumwe muskana kubasa ikoko akanzi she'll be my assistant, she was 22 by then, anga akanaka mwana iyeye and aigeza. We became close zvekuti akandiyendesa kumba kwake, she stayed alone pamba yaakasiirwa nevabereki, ini hangu ndandakutomuda muskana uyu ndichingotsvaga chance yekurara naye and ndaiona kuti iyeo aindida, so we went out till late on a Friday and we decided kuti tinorara kumba kwake, veduwe ndakasvira musi iwowu kunakirwa kunge ndicharasika njere, mwana aiva ne big fleshy, juicy beche rinonaka, so ndakabva ndatanga kurara kumba kwake tichinodya ku hotel kwandaifanira kunge ndichigara then tonorara kumba kwake, pa lunch taitoti timbowana ka chance tosvirana futi, all was good until 3 weeks into the game, ndaingoti ndakagara kumba kwake manheru ndaiona something bolting across mu passage, pandaitarisa i would not see a thing but i would feel kuti something crossed apo, ndaingonyararao, up until one day tiri busy ne s*x iye aripamsoro akandigarira i saw a short man like thing chakamira ku wodrobe chakatitarisa ndakavhunduka and tha thing disappeared, iye akaona kuti pane chandavhunduka akabvunza kuti what's wrong ndikati i saw something ndobva andirova nembama padama akati ndiite zvekusvira not looking around mumba make, mboro yangu yakabva yatovata iye akaridza tsamwa ndobva arara, handina kurara all night, the next morning i left handina kuyenda kubasa and handin kumutaudza zuva rese ndakazoyenda kubasa the next day ndandisingamutaudze, akabva anditi kunyangwe ukanyarara hazvichinje takatosvirana, i didn't respond, akabva azonditi im sorry, ndobva atanga kutaura kuti imba yaarikugara akasiirwa nevabereki vake vanga vakaromba, all family members died kukasara iye nekuti akanzi mukadzi wechikwamb ndobva anditi don't worry hachimbokukuvadze,she asked me to continue having s*x naye ndikaramba ndikati svirwa nechikwambo, akabva abata my dick apo i was driving mu town and akatanga kuyamwa as a mn i got erect ndikamutundira mumukanwa but all that never changed my mind, i then requested for leave ndikadzoka zim ndikati i please change me handichade kuyenda kumalawi and they agreed kubasa, ndakayenda kumpostori ndikapiwa mteuro ndikageza kuitira all bad things zvisanditevere kubva ku Malawi, now this year 2020 muna feb akandiwana pa fb akati akazoyenda kuma church akabatsirwa chikwamba chikabatwa chikapiswa and she wants me to visit, I'm married hangu but mmmmh mwana uye ane zibhavhu rebeche rinonaka, apa she sends me nudes and vidz achibonyora zigambi re yellow , I'm being tempted. Ndirikungotya kuti it might be a trap ndosvika ndidzipwa nechikwambo. dare itaio konde konde ndiwane mari yebhazi ndiyende ku Malawi 🇲🇼

Hide Vamushonga Ndirimurume ane 37 years ndinogara nemhuri yangu kuAscot kuGweru Rimwe zuva ndakaenda nasahwira wangu ku...
15/07/2025

Hide Vamushonga

Ndirimurume ane 37 years ndinogara nemhuri yangu kuAscot kuGweru
Rimwe zuva ndakaenda nasahwira wangu kubhawa ndokusangana neumwe mukadzi tikawirirana tikanorara kumba kweshamwari yangu ndokuparadzana kwaedza.ndakazomuonazve mush**e memwedzi 4 akanditi anepamuviri pangu ndobva ndamuti handina kukuwana urimhandara ndakarara newe ndikakbhadhara haisi yangu sezvo uchiita zvekutengesa muviri
Takanetsana akabva aenda handina kuhomuona zvekare kusvika rimwe zuva pandaienda neDelivery kukwekwe ndokumuona agere paDombo ndikafunga kuti arikuda lift asi akanditi panemunhu waakamirira.ndakamuti ko mucheche arikupi zvikanzi arikumba namhamha
Hembe dzaaive akapfeka ndodzandakamukecha akapfeka zvese neshangu

Ndakaita nguva yakati rebei ndichisangana naye panzvimbo imwechete nehembe dzimwechete between Gweru neKwekwe

Ndakangozviudza kuti h**e iri ih**e renzara nzara harina dzimwe hembe here neshangu and kahandbag ikaka kakasakara haana kamwe karinani here

Svondo randapedzesera kuenda neDelivery kukwekwe
Ndakamuona akati anogara mumusha urip**o nepurazi rekwaSinyoro tichangobuda muGweru Saka panzira anenge akamirira vamwe vake

Takawirirana tikabvumirana kuti tisiyane nezvakaitika kare ndichamubatsira kuchengeta mwana wake

Ndakanyepera mudzimai wangu kuti ndirikuenda kukadoma nebasa

Ndaienda kunosangana nevaya mai

Nzvimbo yaakareva paisaratidza kuti panogara vanhu uye handina kuona purazi rakarehwa kuti raive p**o

musha umwechete waivepo waive wakawira denga rose nerimwe divi zvitinha zvakadonha chero nzira yacho yakamera uswa haichaoneki

Handina kuzvinetsa nekudaidzira kuti panevanhu here sezvo pairatidza kuti hapana chipenyu chiripo. Pandakatarisa Sh**e kwandabva ndakaona sepanechinhu chazungunuka pasi pemupangare waivepo

Ndakafamba ndichiendako ndokuona muchembere avete pasi panoratidza kuti ndopaimborasirwa madota nemarara kare kare
muchembere uyu ainge akura zvakanyanyisa uye ainzwira kure kure ainge asingaoni

Mbuya ava vairatidza kuti vaigarozviitira tsvina nekuti makumbo nezvipfeko zvaive zvizere netsvina

Ndakagara pasi ndikazama nepandaigona kuti ndihwe chakonzera kuti vavate pasvinapo uye pano vaigara nani

Vakanditi musha uno musha wemurume wangu avete apa uyu
Vakataura vachinongedzera pavaive vavete ndopandakaona kuti raive rinda remunhu p**o nepaive pavete mbuya ava

Ndakavavhunza kuti ko imi hama dzenyu dzirikupi zvikanzi kumusha kwavakaberekerwa kunonzi kuChisumbanje kuChipinge asi vakabvako kare kare vachiri musikana pavakauya kuhotsvaka basa kuGweru uko vakahosangana nemurume avete apa uyu

Vakabara mwanasikana umwechete, ndakavavhunza kuti arikupi nei asina kukutorai panekukusiyai moga zvikanzi aripo arimumba umo avete. Ndakavavhunza kuti anorwara here zvikanzi hongu anepamuviri anogona kupona chero nguva.

Ndakafamba ndichienda kuimba yarehwa ndikazvibvunza kuti munhu angatorara Mumba yakawira denga rose mukati here isisina rimwe divi

Imba iyi yaive nemaRoom 5 handina kunoka nekuti door raive risipo mawindow ose akapera kuputsika.

Pandakapinda ndakatambirwa nemweya wechinhu chakaora waive wakanyanyisa zvekuti ndakatora chimucheka chandaipukutisa ziya chaive muhomwe ndikavhara mhino. Pekutsika pekufamba painetsa nekuda kwema asbestos akadonheramo.
Honye nezvipembenene zvaive zvizere pasi mauswa aive akamera mumba
Midziyo nezvese zvaive zvakaparara kare

Ndakawana mwanasikana arehwa aripasi nedumbu rairatidza kuve Kuma 8 kana 9 months
ainge akafa, akaora honye nezvimwe zvipuka zvizere pamutumbi wake padivi naye paive nechibhodhoro chemushonga wakaipisisa zvikuru wekuti ukaumwa haupedzi nguva unenge waparara
Kureva kuti mwanasikana wambuya ava akazviuraya aitoratidza kuti akafa kare asi hembe dzake ndakadzifananidza nedzaamai vaya vekunzira vandaigara ndichiona

Handina kukwanisa kuvaudza handina kudzokera pavaive vakangorara ndakadzokera kwandabva ndikainda kumba kwandaigara nemhuri yangu chero mudzimai handina kumuudza

Ndakaudza sahwira wangu zvose zvandakaona

ndakamuudzazve nezvamai Vaya vekunditi vanenhumbu,kusanganga kwandaiita navo panzira nekuhovafananidza nechitunha chirimumba muya

akandiendesa Kunabamunini vake vanoita zvechin'anga.Pavakandiona vakaseka ndobva vatora chinhu chandakafananidza nemuswe wemhuka yemusango vakandirova nacho kumeso ndobva vanditi

Hakuna mupenyu anofambidzana nevakafa agoramba arimupenyu.
Zvawakaita zvakudzokera.
Maoko ako aneropa revanhu vaviri chienda unoudza vemitemo zvawakaona huye kana uchida kurarama unofanira kuudza hama dzemukadzi uyu zvekusangana kwake naye uvaudze chokwadi.

Ndakaita zvandakaudziwa vemitemo ndovakahowana hama dzambuya

Nekuteerera mashoko en'anga ndakaudza hama nezvekusangana pamwe nekuhondizivisa nezvepamuviri ndakavaudzazve nezvemhuri yangu asi Havana kundihwira tsitsi

Ndakanzi ndofanira kuroora chitunha pamwechete nemimba yacho kana ndapedza ndofanira kuripa kutadza kwandakaita
Vakandipa nguva shoma shoma hakuna kwandaikwanisa kuwana Mari yacho

Ndakatsvaka munhu anoda imba ndikaudza sahwira wangu akanditsvakira buyer asi ndakamukumbira kuti asatibvisa pamba apa togarapo tichibhadhara rent haana kuramba sezvo iye achigara mhiri nemhuri yake

Ndaiitira kuti mudzimai wangu asaziva kuti imba haisisiri yedu.

Ndakaripa mhosva dzangu dzose mukadzi uya wepadivi penzira handina kuhomuonazve

Mhosva yandasara nayo ndeyekutengesa imba handizivi kuti mudzimai wangu paachazviziva chii chichaitika uye ko wandakatengesera imba akazofunga kuuya nemhuri yake ndichaita sei

Mukukura kwangu handina kumbofungidzira kuti ndingasangana nechipoko kusvika pakuita nyaya nacho ndaifunga kuti zvipoko inyaya dzekungotyisidzira vanhu kuti vasafamba usiku chete asi ini ndakasangana nacho masikati kwemazuva akawanda

Ndinozvidemba nekuzvisvora

Zvose zvakakonzegwa nekukecha mukadzi wemubhawa wandakangorara naye zuva rimwechete
Zuva iroro rakandiparadzira upenyu hwangu pekutangira handichina
Tariro yeupenyu handichina

Hi 👋 Vamushonga hide me   ndinenyaya ikundinetsa andizive ndodii🤔😭😭😭😭ndinoshanda basa remumba ndinoshandira imwe couple ...
15/07/2025

Hi 👋 Vamushonga hide me ndinenyaya ikundinetsa andizive ndodii🤔😭😭😭😭ndinoshanda basa remumba ndinoshandira imwe couple 💑 mukadzi nemurume nemwana ane 12 years musikana so kubva last week mukadzi nemurume vaingonetsana andinzwe mutauro wemuno kuti yairi nyaya yei ndaingonzwa shut up stupid and idiot what what 😳 so nezuro vakatukana ndazonzwa husiku kurira kwe 2 mashots epfuti kuseni patamamuka ndangoona baba vacho mai kana nemwana kana kuvaona saka padzoka baba vacho vati ndakavaendesa kumba kwavo nemwana cz they were troubling me but husiku hakuna munhu akambobuda I believe pfuti dzakarira ndovakauraiwa😭abva anditi vandiblocker ndipeiwo foni yenyu nditaure navo ndandambovaisira hie ikaticker ka1 paatora foni yangu abva adeleta number dzamadam boss so ndodii vehama apa vadzokera kubasa bedroom yagara inokiwa ndikareporter akasungwa mari yangu ndoiwanepi basa rikunetsa ndotambira good Salary Vamushonga R8000 ndonyarara here cz andibvunza nezuro ndakanzwa noise like accident mota dzaroverana ndikati ndakanga ndarara andina chandakanzwa ndodii veduve ndirikutya ukuwo basa ndikurida Vamushonga I need help very fast thanks kunevachabatsira😭😭

Hallo Vamushonga makadii ndatambura nepfugwa.Ndiri single lady 38 ane mwana muskana ane 19yrs aigara kuZim saka akauya k...
15/07/2025

Hallo Vamushonga makadii ndatambura nepfugwa.Ndiri single lady 38 ane mwana muskana ane 19yrs aigara kuZim saka akauya kuno S.A Capetown last mth ndakugara naye.Ndine mumwe murume wandiri kufambidzana naye ane 42 yrs baba ava vanoti mukadzi wavo ari, kuZim so vanoita zvekuuya vachidzokera kumba kwavo. So kuuya kwakaita mwana kubva Zim havana kufara nokuti havacharara kumba kwangu and ndiende kwavo vanogara nevana vavo vakoma ma twins vatokura muone room imomo.Baba ava vakasvika kundiudza kuti dai mwana aramba ariku Zim nokuti muno mu S.A hamusi safe. So last week friday takapindirwa nematsotsi 3 vane mapanga around 8 pm baba vaye varimo tichitandara vakabata mwana wangu chibharo tirimo mumba vakamuchinjana vari 3 vakatora mafoni edu akaenda.Tete ndakarwadziwa ndikaenda kupolice nekuenda kwa Doctor nemwana havana kubatwa .Ndokungura chandakamutorera kubva kuZim mufunge baba vakati hapana zvandaikwanisa kuita vaindiuraya.Monday nezuro kwakauya mumwe mukoma muxhosa akati becareful neboyfriend yako ndiye akatumira matsotsi kuti akupindirei mumba achibva apinda nemu hoki handimuzive mu Xhosa uyi.Ndakaudza murungu wangu akati tsvaka mota mutakure zvinhu mutame muuyenkuzogara pabasa.murume uyu akabaya panyama nhete ndoita sei naye moyo wangu ukuti ndimuurayise akaparadza hupenyu hwemwana wangu.Handisati ndamuona kana kumubvunza Sorry nekurebesa...plz advice 😭😭😭

Hie kule mushonga nyaya yangu yakamira soo.ndiri mukadzi ari married ndine 32.ini nemurume vangu tese toshanda.murume va...
15/07/2025

Hie kule mushonga nyaya yangu yakamira soo.ndiri mukadzi ari married ndine 32.ini nemurume vangu tese toshanda.murume vangu anoshanda mashifts kti 1wk day,1wk night.ndina maid vangu saka maid ndakamuudza kti mubedroom mangu haapindi .2 months ago murume vangu ari panight shift ndakaenda kubasa ,ndakadzoka early zvekuma10 coz ndaida kuenda kuclinic kunobaiwa.ndakasvika maid ari busy kuwaridza bed mubedroom mangu, murume vangu akagara mukitchen.ndakasuspecter kti pane zvaiitika coz y ari mubedroom mangu ini ndakamuudza kti haupindimo.ndakabva ndamupa mari yake ndikamudzinga.ndakasara ndikanetsana nemurume ,ndikamuti y usina kurara this tme.takarwa ndikamutema nebhemba paruoko.akabva aenda kumba kwamhamha vake so ndakafunga kti anodzoka .after 1wk ndakateera vamwene vakapopota vakati mwana vangu anogara pano ndingaurairwe mwana.vamwene vakadya rasha dat day.kubva ipapo murume haafoni,haisi msg.ndikaisa msg anongodaira 1word answer,ndikasafona iye haafoni.handichazivi zvekuita coz murume vangu ndomuda.i can't live without him.hamheno kti ndodii hama dzangu.

Hi Vamushonga 👋 regai nditange nekuchema 😭😭😭😭😭😭murombo haarove chinenguvo ndangonzwa kuti ndizvitaure ndakaremerwa hide ...
14/07/2025

Hi Vamushonga 👋 regai nditange nekuchema 😭😭😭😭😭😭murombo haarove chinenguvo ndangonzwa kuti ndizvitaure ndakaremerwa hide me mybe ndingabatsirike.yedu yekumarkerter parobot iyi ndinogara kuRuunburg it was Tuesday pakauya umwe murungu akaita like mutema akati ndikuda munhu wepeace job kungocleaner only R500 ndikati zvaita akanditakura tasvika pamba pacho akati my sister take a shower 🚿 muno munoshandwa nemunhu akageza ndakangoti since ndandiri pamarket pamwe anzwa dikita ndichipedza kugeza pakauya mukadzi aive srs zvikanzi monera tauro it's fine huya kuno ndakamboda kuramba asi ndanga ndisisina option akakwira neni upstairs akati basa ratakudeedzera harisiro raurikuita ndakapindwa nechando Vamushonga kuupstair kwanga kune varume vaviri vakangondibatirana kwakundisaidzira muneimwe room maive Nakajima door ndobva ravharwa tauro riya ungati ranga Radonha ndichirikufunga kuti ko chii chirikuitika ndakanzwa ndakunazviwa mazamu padumbu nekuzasi kwangu zvekuti ndakapera simba kuti nditi chinhu ichi munhu never nekuti chaiva nemvere zvezvimwe zvakaitika andichanatsoziva asi ndakavatiwa neni kanopfuura ka5 after 2 hrs ndopandakaona ndodhonzerwa panze ndikakandirw hembe ndokupfeka ndaingochema murume uya anga auya neni ndopaakati unogara kupi ndikati Cosmo city akati hande akanondisiya pedyo nepamba kwakunditambidza kabag setwekutruwoth twuya ndapinda mumba kunovhura wanike imari andisati ndaiverenga kuti imarii apana wandati ndaudza ndikuda advice uye now ndikungobuda zvinhu zvichena kuzasi zvinhu izvi zvane 3 days zvaitika help me ndodii weduwe 😭😭😭😭😭😭😭😭😭

14/07/2025

Very Sad sad 😥 story

Address


Telephone

+27783071666

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mushonga yechivanhu ZW posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

  • Address
  • Telephone
  • Alerts
  • Claim ownership or report listing
  • Want your business to be the top-listed Media Company?

Share