23/07/2025
Pana Gogo vaibva Ku Bindura Vaienda Ku nhamo ye muzukuru wavo ku Chitungwiza Akanga Afa Ne Accident yakaitika muna Seke Road, Body yemuzukuru yakatopfuura nepa Accident scene Vasinga zive kuti vatofawo pa Accident
🎥DJ Ollah