Angela Nyamagundi

Angela Nyamagundi Hurukuro tichitandara.
(20)

Morning family  naro basa
24/08/2026

Morning family naro basa

Musakanganwa kuisa ma like hama dzangu dzerwendo
23/08/2026

Musakanganwa kuisa ma like hama dzangu dzerwendo

Good  evening family  yaperaka weekend mangwana kubasa
23/08/2026

Good evening family yaperaka weekend mangwana kubasa

23/08/2026

Ndiyaniko akati kuita single yatova passport yechihure ngatidzikame imi

23/08/2026

Munoziva ndikafunga kuti makore anotevera ayo ndini ndenge ndakutukwa kuti ndinotika mweya wemadzitete afa asina kuroorwa🤔 ndoitwa prayer point imi muriko here nhai Mwari

Naimi ndakavingwawo nevamwe baba ku in box hanzi bhoo ko kandaka number dzako 🤔🤔🤔 ndiwo mupfimbiro amavakuita here
22/08/2026

Naimi ndakavingwawo nevamwe baba ku in box hanzi bhoo ko kandaka number dzako 🤔🤔🤔 ndiwo mupfimbiro amavakuita here

22/08/2026

Mumabasa umu unotonyepera kuzungaira kuri mhuri irarame

22/08/2026

kuzvida kana kuzviramba

22/08/2026

Hachisi chokwadi chese chakanaka kubudisa chimwe chokwadi chinoparadza hukama,hushamwari Michato saka zvimwe ndezvekufa nazvo kudzivirira kurwadzisa vari pedyo nesu🙏

Mamuka seiwo mese kwamuri
22/08/2026

Mamuka seiwo mese kwamuri

Address

Church Street Zeerust
Zeerust
2865

Telephone

+2782516712

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Angela Nyamagundi posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share