31/07/2025
Please follow Chiredzi TV
( Sir Wicknell made it clear that it was a FREE GIFT not an ORDER nyaya dzaisambofana kusvika kwese uko vaifana kuramba kana vaisada that day zvoperera ipapo making it public announcement dzatova politics) and the gift was directed to her i see no reason for making it publicly especially lately, it means varikushadisa pressure from the public or a group of people kuramba zvinhu izvi.
IF YOU LISTEN VERY CAREFULLY TO MAI GUTI'S SPEECH YOU WILL NOTICE A LOT OF THINGS. THE FIRST THING THAT YOU WILL NOTICE NDECHEKUTI DECISION SHE TOOK WAS NOT REALLY FROM HER AND ABOVE ALL THAT WAS A VERY BAD TOXIC DECISION FOR A CHRISTIAN WORSE MAKING IT PUBLICLY.
😎 THAT WAS A POLITICAL SPEECH SHE MADE, and yakutokonzera political tension and instability munyika even muchurch mavo macho cause I dont think all people varikufambirana navo. Pachi Christu a good leader haite zvinhu in a controversial way.
FOR PEACE'S SAKE , I THINK IT WAS BETTER DEI VAKAENDA KWA VICTOR SOON PAVAKANZWA NYAYA IYI THEN VOBVA VANORAMBA MOTA IKOKO PUBLICLY NYIKA ICHINZWA PANGUVA IYEYO, VOTI HAAA MOTA TAIONA ASI HATIKWANISE KUTORA MAITA ZVENYU BASA VOPA MA REASON OR EVEN KUSAPA. KANA KUTI DEI VAKANGOTAURA NA WICKNEL PRIVATELY VOTI MOTA NDAIONA ASI HANDIKWANISE.
According to the sources I heard from, the leaders of ZAOGA called Mai Gutu vakagara navo pasi to talk about this issue yemota and the money gifted naWicknel and they advised Mai Guti not to take it (The car and Money) meaning to say the decision she made was not really made by herself.
🤔SINCE IT WAS A PURE GIFT DIRECTED TO HER SHE WAS SUPPOSED TO ACCEPT IT AND SEE WHAT TO DO WITH IT AFTER.HAUNGARAMBE HONDA FIT YAWAPIWA SECHIPO NEKUTI UNE IMWE HONDA FIT , YOU WILL BE REJECTING A BLESSING.
•KuZAOGA inga munogamuchira zvipo wani zvimwe zvamusingatozive kuti mari dzacho vanhu vadziunza vadziwana nenzira ipi uye kupi.
•Inga kuZAOGA you buy maGroceries kune vafundisi every week nemaElders enyu asi muchurch menyu varimo vasingawane zvekudya , zvekupfeka some cant even afford kuenda kuzvikoro.
🤐In conclusion inini i can not justify Mai Guti's speech:
Because I believe it was not from her and those who advised her might have political issues with the government or Wicknero, if not so then the drive was made from the mob.
🛑HOWEVER MUCHANZWA CHOKWADI MEGA ON THIS ISSUE VERY SOON.VAKAFURIRA MAI GUTI WILL EXPOSE THEMSELVES PUBLICLY.
Zigo Emmanuel Makandiwa Seh Calaz Music fans Nelson Chamisa Prophet Walter Magaya EcoCash Zimbabwe Mukuru Tocky Vibes Jah Prayzah ZANU PF Party Ferg Aveli Zim Famous Shugeta