Reality Publishers

Reality Publishers Computers. Books. Office work supply and services!

03/09/2025

GONZO (shona novel 077 986 5438

CHITSAUKO 1

Dariro rinoona nezvemashiripiti rapakura iro rikati munguva yechirimo,
murume anonzi Doctor Barnabus Mecury wemu Greencroft muHarare
akangofa zvisinganzwisisike , zvisina tsananguro , chekutanga murume uyu
akaonekwa ane vanga remunhu abaiwa nemapfumo aye ekare kare nguva
yemuna Gochanhembe . Mapurisa ana Nyamutambara vepa Central Unit
Task Force vakaisa ongororo munyaya ya Doctor Barnabus asi chavakabu-
da nacho hapana, kwaingova kutsvaga nzungu muderere.

Munguva yechirimo zve, mhomho yevanhu vakatangisa kurota makonzo,
pamwe pacho kunzwa ruzha rwemakonzo, vakwegura ndovaizotaura pamhepo voti

“dzimwe dzenguva ndinotonzwa ..twsiki twsiki tsiki .. munzve dzangu umu
,”
“Iniwo ndakatombofunga kuti ndini ndega asi ndakatorirota gonzo richi-
taura neni ?”

“Musi unochaiwo gonzo rakadya rofu rechingwa mumba mangu muno ?”
Pamhepo nyaya dzegonzo dzakange dzichitekeshera , vazhinji mudho-
robha vaingopishana pamwe neku kurukura pamusoro pezve nyaya
dzakange dzotora nzvimbo.

“Saka iwe Chigutiro unoreva here kuti hakuna umbowo here hwati
hwawanikwa maringe nerufu rwa Doctor Bee ?”
Nyamutanbara akataura izvi achikwenya mumusoro .Chigutiro akange
akamira pamasherufu , Chigutiro akange achangotanga kushanda na
Nyamutambara.

“Iro , rauya ikoko , ribate …”

Chigutiro akadaro achitandanisa gonzo rainge rapinda mukamba yavo ,
Nyamutambara akange asina kuratidza hanya nezve gonzo iri , asi mushure
mekunge ratiza Chigutiro akaona kuti gonzo rainge rauya rakaruma peji 79
rebhuku ..rainzi Nyika Dzimwe .Apa ndipo pakabva patangira nyaya yose .
“Makusha “ ..
Chigutiro akadaro akabata peji 79 iri ..

“Komuredhi pano pabasa hapasi pekutamba “
Nyamutambara akadaro ..

“Asi Nyamutambara zvechivanhu zviye munozvitenda here ?”

“Sajeni Chigutiro pano hatisi kuita zvana tsuro naGudo , zvekare kunyan-
gwe ndikazvitenda unofunga kuti tingabate mhondi nazvo here ?”
‘Asi bhuku iri rinonzi Nyika Dzimwe , mabva peji iri ndinofanira ndakam-
boriona chete bhuku iri “

Sajeni Chigutiro akadaro achinyatsogara pasi izvo akange otangisa kuv-
erenga peji 79 iri . Masikati ezuva iri vainge vachangobva kunoona Mukuru
wepaKamba yavaishandira uyo akange asina kugadzikana nekuda mhin-
duro pamusoro pezverufu rwa Barnabus Mecury.

“Nyika Dzimwe.,raitsanangura pamusoro penyika dzekare , nenzvimbo
dzimwe dza Gochanhembe asi hakuna akange ati amboona kana kuveren-
ga bhuku iri,kainge kari kukutongana kuona peji rainge rabva mubhuku
iri.Umwe wevanhu vainge vari mubhuku yainge iri n’anga yainzi Makusha
,n’anga iyi yakange ine simba rakange razezesa mitunhu nenzvimbo zhinji
kwazvo.

“wamboona here kuti peji 79 ndipo panotanga kutsanangurwa nezva
Makusha …”
Sajeni Chigutiro akadaro achisvutura koffi yake ..
“sekuona kwangu murume anonzi Makusha uyu ane nyaya ?”
Sajeni Chigutiro akadaro ..
“kunyangwe akatoita nyaya zvinotibatsireiko mukubata mhondi yatiri
kuronda ..”

Nyamutambara akapindura .
“Asi zita rekuti Makusha handione richityisa ini , zvekare vanhu vekare
ndinofunga vaingotyawo zvenhema , “ Chigutiro akadaro , apa Nyamu-
tambara akabva ambosiya mafaira ainge achitarisa ndokutangisa kutaura
nemumwe wake .
“Ko unotoda muroyi aite zita rinotyisa seiko , ?”

“Chakakosha izita rinotyisa here , izvezvi kutaura kuno vangani vanhu
vanonzi ana Beauty vataisa mutorongo , “ Nyamutambara akadaro .

“Asi ipapo haurevi nhema .. iye Beauty watakavharira vhiki yapfuura waka-
munzwa here zvaaitaura “
Chigutiro akadaro ..
“Wabva wandirangaridza ..ndiye airamba achiti …”akaona gonzo richidya
chingwa ne ‘polony’ handiti ?”
Nyamutambara akadaro ..achisimuka pachigaro chake ..

“Ndinofunga vanhu vakawanda vakukongoda kuhwanda nezvenyaya ye-
makonzo anetsa , zvakangofanana nevanhu vaye vari kuuraya vanhu vozoti
hamheno chakaita ndidaro “
“Asi Nyamutambara ndine vanhu vazhinji vandine mafaira avo vari
kutsanangura nezve gonzo iri

Chigutiro akadaro achiparanzura mafaira ainge ari nechepatafura yake .
Masikati zvavainge vakagara vakatandara Nyamutambara akambokwenya
mhuno yake nechinyoreso achitarisa faira rainge riri patafura yake .Mhepo
musi uyu yainyatsofefetera , iye na Constable Chigutiro vakambonyarara ,
papera chinguva akazoti
“Kune varume vaviri vari kunzi vangoverekana vomera mhopo zvavanga
vachidya huku mune imwe nzvimbo ?”
“Asi chinguri matanga basa iri Nyamutambara mati masangana nezvakadai
here ?”

Chigutiro akabvunza ..
Constable Chigutiro uyu akange achangotanga basa rechipurisa , shuwiro
yake yakange iri yekuzivikanwawo pane nekunyatsogona basa rake rechi-
purisa raakange aita asi ainge ane dambudziko rekusagona kurega zvinhu
zvichidarika .

“Sajeni Chigutiro ndinofunga kana muchinge mayenda k*mba hamusi
kutakura mafaira emubasa muno kuyenda nawo k*mba “
“Ko pane chakaipa here Nyamutambara kana ndikanodzeya zvangu nyaya
iyi k*mba ?, “
“Kumba ndekwe kutandarawo nemudzimai , nyama dzichizorora “
Nyamutambara akadaro ..
“Ko imi Nyamutambara munofunga handina kukuonai here , makabata
pfumo rakabaya Barnabus , zvekare vanhu vemukamba muno vataura kuti
mainge makabatidzwa rambi husiku hwese “

Apa Nyamutambara akatangisa kushamisika kuti ko Sajeni Chigutiro ainge
audzwa nani,
Murume uyu ainzi Nyamutambara akange ari munhu akange akati simbei,
ari mushava, akange ari munhu akange abata mhondi dzakawanda, kune
mhondi dzose dzainge aronda hakuna imwe yainge yapukunyuka, ndosaka
akange achinetsekana zvikuru kuti kakanga kava kekutanga here kutadza
kubata mhondi?”

Vapfanha vemazuva ano , makauya zvinhu zvava nyore , iko zvino ukan-
gobata inda wakutopihwa bheji , kare waitofanira kubata mhondi dzako
shanu ,nemapenzi ako maviri”
Nyamutambara akambogara pacheya iri muhofisi make ndokubva atender-
era nayo , pfungwa dzake dzainge dzichidzeya dzeya pamusoro pezvakange
zvichiitika .

“Asi imi Nyamautambara sekuona kwenyu munotofunga kuti pane
mashiripiti arikuitika here ,nekuti ndamboyedza kubvunza nzvimbo dzi-
nogona kuwanikwa pfumo rekare iri asi vose vari kuti hakuna kana kubiwa
, zvekare pfumo iri paraiswa wongororo umbowo wadzoka uchiratidza
zveshuwa kuti ndere munaGochanhembe ?

Mukomana uyu anonzi Chigutiro akange ari munhu aifarira kubvunza
bvunza zvakanyanya .
“Ini ndinoona sekunge pane mashiripiti ari kuitika ini “

Chigutiro akadaro , Nyamutambara akabva atora Jasi rake rainge riri
muhofisi iyi , akaita sekunge akange asina hanya nezvainge zvataurwa na
Chigutiro Nyamutambara akange afarira Chigutiro nekuti ainge achib-
vunza mubvunzo pamwe airatidza kuda kuziva zvakanyanya nekudzidza
kwakanyanya .

Dzimwe nguva vaigona kuyenda ku Kiosk uko kwavanom-
botenga zvekunwa vachinwa nekudya , asi chainyanya kunetsa Chigutiro
ndechekuti zvavainge vasvika kuKiosk aingoona vanhu vachichinja nyaya
, pamwe pacho vanhu vanenge vachikonzera ruzha vaibva vanyarara voita
kunge zvimumumu , …
Mumwe musi akazoti regai ndimbobvunza ..

“Ko manyararirei zvamationa tichipinda ..”
Chigutiro akabvunza umwe wevarume vainge vari mu Kiosk iyi ..
“Iwewe hauna zvako basa , munhu wawauya naye uyu …”
Murume uye akadaro asi haana kuzombopedzesa akabva angoyenda ,aka-
buda sekunge munhu akange achimhanyiswa .

Nyamutambara akazodzoka kwainge achitora zvek*mwa ndokusvika kupa
Chigutiro ,..

Musi uyu vakazoparadzana zuva roda kudoka , asi Sajeni Chigutiro akange
avanzira Nyamutambara kuti akange atakura peji 79 rainge rauya rakarum-
wa negonzo , akasvika k*mba ndokukwaziva mudzimai wake , apedza
kudya mukufu wesadza akabva azorora zvake ,paakange amuka akatangi-
sa kufungisisa kuti ainge amboona zita rekuti Nyika Dzimwe kupi , apa
akabva atangisa kutonderawo kuti ainge ariona pamafaira ainge ari mumba
ma Barnabus Mecury , apa akamboda kufonera Nyamutambara asi akange
afunga kushanda ega , zvainguno rongedza mafaira ake kuti ayende k*m-
ba kwa Doctor Barnabus paterevhizhoni painge pane mumwe murume
akange achitaura nezvenzvimbo dzinoyera , imwe yenzvimbo yaitaura
I Gonarezhou , nzvimbo iyi yainzi ndiyo yainyanya kuitirwa chivanhu
nemadzitateguru zvakanyanya ..
“Kunyepa hakuna zvakadaro “
Umwe murume akadaro ainge ari muTerevhizhoni iyi ..

“Ini ndinoti zviriko , muno mu Gonarezhou muno mutori nenzvimbo

dzekuti ukaita kutamba unobudikira kuna Gochanhembe uko “
Umwe akadaro …

“Ini chaiye ndakamboona munhu ane tswanda ine mazamu emunhu achi-
famba mumasango e Gonarezhou muno “

Mumwewo akadaro .

CHITSAUKO 2

MuGonarezhou maigara mumwe mukomana , mukomana uyu ainzi God-
knows.

“Ko ndazorota nhasi ndichidanana nema “Princess aya aya emumafirimu “
“Kurota kupiko tibvire apo iwe ukwane ,? “Amai Gody vakadaro vach-
igadzira nyevhe yainge iri mutswanda . Musi uyu mhepo yakange ichin-
yatsovhuhuta.

“Nhai Mhamha pane chakaipa here kurota , kurota hakurambidzwe. ?”
“Ukwane iwe , unofunga mukore uno kuna Princess anga danane nemun-
hu ane mupimbiri une shena kudaro here? , kurumidza kusiya kamera iyo
undibatsire kusarudza nyevhe isina kudyiwa nezvifukuto”

“Asi nhai Mhamha musaite sekunge musingamborotewo imi, zvinhu zvi-
noitika “
Godknows akadaro achibva atangisa kubatsira Amai vake kusarudza
nyevhe .

“Chinhu chete chandakarota chakaitika ndivo baba vako varere pachuru
ava ,ndicho chinhu chete chandakakwanisa kuona “
Shirikadzi yakadaro ichitarisa rinda rainge riri pamusha uyu ,

“Mabva mandifungidza ndine zvandinoda kuita nekamera yandakasiirwa”
“Godknows akadaro achibva asimuka , akamhanyira kwainge kune kamera
yake iyo yaipota achishandisa kutora mufananidzo mudunhu ravaigara “
Musi uyu kwainge kune makore , shiri dzainge dzichiridza muridzo apo ne
apo , kamhepo kakafefetera nepadara rainge rine ndiro ndokubva kakanda
ndiro ichiyenda kwakadaro uko , Godknows akamhanya kunhonga ndiro
iyi .

“Nhai Mhamha , ko gonzo rakafira pano iri , asi mambouraya gonzo here
?”
“Handina gonzo randambouraya ,? Richiri kupisa here ?”
Godknows akaribata bata ndokuona kuti rainge richiri kudziya
“Ehe mhai richiri kupisa ”

Amai Godknows vakabva vasimuka pavakange vari , ndokubva vatangisa
kukwatisa mvura , rakati zvino ramonwa sadza , Amai nemwana vakatangi
sa zvino kudya .

Panguva dzemanheru kunewo mumwe murume wemu-
dunhu iri akapfuura nepamba pavo ..
“Amai ,Gody , na Gody ,.. ndekapi ndekapi umo ?”
“Ndekapi ndekapi Shamwari , kwaswera seiko , huya tidye tinaro sadza?”

Amai Gody vakadavira .

“Muri kuridya neiko ndinenge ndiri kunzwa nyama yanhuwirira ?”
Murume uyu ainzi va Munyayi akadaro .
“Nyama yenhoro wena , Nyama yenhoro “
Amai Godknows vakadaro vachisimudza chidya chegonzo , vakachind-
onyera mumuromo , ndokubva vakakaira mvura .

VaMunyayi vakazongosiya mashoko ekuti
“Zvenyu”
Ndokubva vayenda .Godknows apedza kudya akambotandara na Amai
vake .
“Asi mhai munofunga dai ndakadanana nema princess zvinhu zvainge
zvisina kutinakira here ?”

“Iwe siya muromo wako iwowo wanzwa here ? , indava uchiita seunopen-
ga iwe ?” ,kangani ndichikuudza kuti usiye kurota , unoda kudanana na
princess upi hausi kuona here mamiriro akaita zvinhu , iko zvino chikoro
hauna kupedza , mari yakaramba kubatana ,imo muno mudunhu mwana
waSabhuku chaiye haangambokubvume , usade kuita nditaure zvisizvo .”

Amai Gody vakadaro vachibva vasimuka pavainge vagere ,vakabva vap-
inda mune imwe imba yavairarira . Zvavakange vapindamo , vakambop-
fikura , misodzo vachichema , Godknows akange ane kamera yake agere
nechepamusoro pemba apo akange achitora mufananidzo wakasiyana
siyana.

“Gody ..Gody zvirisei “
Godknows akatarisa pasi ndokuona kuti yainge iri Shamwari yake yainge
yauya kuzomuona.

“Musi uyu akauya netwunhu twakawanda wanda nekuti akange ari munhu
aishanda mushopu , “Godknows akarongedza zvainge aigirwa neshamwari
yake mubhegi , mushure mazvo akati regai ndimbomuperekedza .

“Achipedza kuperekedza Shamwari yake akafungawo zvek*mbotora
mufananidzo pane imwe nzvimbo asi akatondera zvainge zvambotaurwa
neshamwari yake ..”

“Unoziva Godknows hamheno chii , asi pose pandinosvika panzvimbo iyi
ndinongonzwa k*merera , ?”

“Shamwari Tichafa ini handitye kufa ini , unofunga kuti k*mira kwevhudzi
kukavhundutsa ini here ?”

“Godknows unofunga here kuti ndiri kunyepa , ndakatombonzwa kunzi
kanzvimbo ikaka ndokaisangana madzitate guru edu kare kare ?”

“Tichafa akadaro “
“Kusangana , ?”

Godknows akadaro achitora nhanho kuyenda munzvimbo iyi , yainge
ine matombo akanyatsovakirirwa ichiita sebako , nechemunzvimbo iyi
makangewo mune mufananidzo wemumwe murume asi murume uyu
hakuna aiziva kuti ainge ari ani vazhinji vaifungidzira kuti akange ari mum-
we wemadzimambo ainge amborara kare kare …

“Godknows rega kubata chinhu muno nekuti munoyera?”
“Godknows akambogara pane rimwe remaimbwe ainge ari mukati menz-
vimbo iyi , akamborara akaita kuzembera “
“Tichafa munonyanyawo kutya , hapana kana chinomboitika apa , God-
knows akayenda pane umwe mufananidzo wemumwe musikana ndokubva
atangisa kuutsvoda “

“Godknows hamusi makunyanya here , munomukirwa chipoko nevanhu
vamuri kutsvoda ava,?”
Tichafa sei uchiita sekunge usingazive kuti ndinofarira ma Princess ,..
“Ndinoziva unoda hako maPrincess asika muno matava kutambira hamusi
mekutambira “

Godknows na Tichafa vakabuda munzvimbo iyi , Tichafa akasiyawo
Godknows odzokera k*mba iye achiyenda k*mba kwavo , asi akandikowo
kaive kekupedzesera k*muona .Mangwanani kunyangwe Amai vakamuka
angora machiri chete .Vakambotanga vachitsavaga kuhama vachifunga
zvimwe munhu ane kwainge ayenda asi hakuna haana kuonekwa . Tichafa
mukubvunzwa akarodzedzera zvese zvainge zvaitika .

“Zai regondoo.. mwana wangu ayendepi …”
Amai Godknows akarara mazuva achichema , mufaro wakatama pamba .
11
“Madii mambonoona mumwe mutikitivha anonzi Nyamutambara ?”
Va Munyayi vakadaro vachivatambidza kadhi ..

“Amai Godknows vakakanda kadhi iri kwakadaro uko kuita sevasina hanya
naro , vakange vari kutsi kwehope apo pavakatangisa kurota , vakanona
nzvimbo yainge ine muti , nzivi makomo ,asi chakavanetsa vanhu vainge
vari munzvimbo iyi vainge vakapfeka nhembe , vakatangisa kuona mum-
we wevanhu ava kuti akange ari murwi mukuru uyo ainge akasungirira ura
hwemunhu muchiuono ..vakange vasati vapepuka apo pavakanzwa izwi
remwana wavo ..Godknows ..izwi iri rakataura zvishoma shoma …asi riz-
ere nemubvunzo pamwe nekushamisika .
“Ndimbori kupi kuno ?”

CHITSAUKO 3…

NDIBATEI PA 0779865438 ndikupei rese
Mahara
Pa WhatsApp

GAMING LAPTOPS AT CHEAP PRICES 👌🏻 +263 779865438
31/08/2025

GAMING LAPTOPS AT CHEAP PRICES

👌🏻 +263 779865438

$250 HP 440 G5 I5 7th Gen (077 986 5438)Core i5-7th Gen Intel(R)Core(TM)i5-7200U CPU @ 2.50GHz 2.71GHz256 gig ssd storag...
19/08/2025

$250 HP 440 G5 I5 7th Gen

(077 986 5438)

Core i5-7th Gen
Intel(R)Core(TM)i5-7200U CPU @ 2.50GHz 2.71GHz
256 gig ssd storage
8 gig ram
Excellent battery 3_4 hrs
14.0 inch full HD Screen
Fingerprint Scanner
Type C port
We**am & Bluetooth
Windows 11 Pro with M.S Office suite
Sim Card Slot
USB 3.0,HDMI,VGA ,SD CARD SLOT & ETHERNET PORT
Complete powerpack
6 Months Warranty

+263 779865438
18/08/2025

+263 779865438

AKACHIPA  AKADONHA MUTENGO DISCOUNTED PRICES  WE ARE LOCATED IN HARARE +263 779865438 WHATS APP
14/08/2025

AKACHIPA
AKADONHA MUTENGO
DISCOUNTED PRICES
WE ARE LOCATED IN HARARE

+263 779865438
WHATS APP

🔥11th Gen at $290LENOVO L14Core i5-11th Gen Intel(R)Core(TM)i5-1135G7  2.4GHz up to 4.20GHz-4 CORES 8 Threads 512 gig ss...
08/08/2025

🔥11th Gen at $290

LENOVO L14

Core i5-11th Gen
Intel(R)Core(TM)i5-1135G7 2.4GHz up to 4.20GHz-4 CORES 8 Threads
512 gig ssd storage
8 gig ram
Excellent battery 3-4 hrs
14.0 inch full HD IPS 250nits
Anti-Glare Display (1920×1080)
Intel lris Xe Graphics
We**am & Bluetooth
C type Port
Sim Card Slot
Windows 11 Pro with M.S Office suite
USB 3.0,HDMI, SD CARD SLOT & ETHERNET PORT
Very Neat Condition
Complete powerpack
3 Months Warranty

$290

Call 077 986 5438

🔥NEW at $220  8TH GENERATION *HP Probook 640  G5 * $220Processor: Core i3 8142U 2.3GHzGeneration: 8th genRam: 8GB DDR4 (...
08/08/2025

🔥NEW at $220 8TH GENERATION

*HP Probook 640 G5 * $220
Processor: Core i3 8142U 2.3GHzGeneration: 8th genRam: 8GB DDR4 (Customizable)SSD: 500GB HDD (Customizable)Windows 11 ProWord, Excel, PowerPoint etcWe**am: YesDisplay: 14.0? LED FHDIntel HD Graphics 620USB 3.0 PortsCtype PortFingerprint: YesBattery life 3hrs Original charger and power cord

*PRICE:$220
Contact :077 986 077 986 5438

$65 dollars Laptops  , 85 dollars Laptops  , DISCOUNTED PRICES  AKACHIPA 🔥🔥CORE i3 Core I5 DUAL CORE TIRI MUHARARE CONTA...
04/08/2025

$65 dollars Laptops , 85 dollars Laptops ,
DISCOUNTED PRICES
AKACHIPA 🔥🔥
CORE i3
Core I5
DUAL CORE

TIRI MUHARARE

CONTACT US ON APP

077 986 5438

LENOVO L14 ($280)  Core i5-11th Gen Intel(R)Core(TM)i5-1135G7  2.4GHz up to 4.20GHz-4 CORES 8 Threads 512 gig ssd storag...
25/07/2025

LENOVO L14 ($280)

Core i5-11th Gen
Intel(R)Core(TM)i5-1135G7 2.4GHz up to 4.20GHz-4 CORES 8 Threads
512 gig ssd storage
8 gig ram
Excellent battery 3-4 hrs
14.0 inch full HD IPS 250nits
Anti-Glare Display (1920×1080)
Intel lris Xe Graphics
We**am & Bluetooth
C type Port
Sim Card Slot
Windows 11 Pro with M.S Office suite
USB 3.0,HDMI, SD CARD SLOT & ETHERNET PORT
Very Neat Condition
Complete powerpack
3 Months Warranty

$280

Call 077 986 5438

$280 Lenovo L14Processor: Core Intel Core i5-1135G7 2.4GHz up to 4.20 GHz – 4 Cores 8 ThreadsGeneration: 11th genRam: 8G...
23/07/2025

$280 Lenovo L14
Processor: Core Intel Core i5-1135G7 2.4GHz up to 4.20 GHz – 4 Cores 8 Threads
Generation: 11th genRam: 8GB DDR4

(Customizable)SSD: 512GB (Customizable)
Windows 11 ProWord, Excel, PowerPoint etcWe**am: Yes
Display: 14.0-inch Full HD IPS 250nits Anti-Glare Display (1920 x 1080)

Intel Iris Xe Graphics
USB 3.0 PortsCtype PortSim Slot : YesBattery life 3hrs Original charger and power cord

*PRICE:$280

Contact :077 986 5438

16/07/2025

Address

Harare
00000

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00
Saturday 09:00 - 17:00

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Reality Publishers posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Category