15/05/2025
WATCH| Sir Wicknell vatapirirwa nemhanzi dzaJah Prayzah vakati ayiwa ka maAqua kuband rese including macleaners eku office kwake, magardener naGuard vese vakanopihwa maAqua emahara.
Posting on his page, Sir Wicknell said,
> "SONG YAKAIPA IYI...ini hangu blaz akaimba song iyi ndamutadza 🙆♂️🙆♂️🙆♂️...Anenge azvifunga sei ???? Ma lyrics anomatora pai chaipo ipo 🙌🙌🙌🙌👏👏👏...Anyway taurirai pasi please nekuti pane vari kurwadziwa vapererwa vakutoti ini ndino danana naye ndiri ngochani...🤣🤣😂 ... Kana paine anomuzivawo akaimba song iyi munomuti hanzi na MUDHARA ma BAND MEMBERS ako the most senior vari 10 kana ndadzoka kuzororo next weekend vanoenda vanoona Madzibaba Chipaga ku ENTERPRISE CAR SALES vopiwhwa mumwe ne mumwe ma Aqua yake...Uya anozvidhonza achiti hee chii chii ndini Manager what what iyeye anopihwa kari ka C class or any other ye 25 thousand asazofanane ne vana angazoshaye confidence nekuzvida Kuya. Ndinoziva kuti vese ma band members angu number yavo 26 saka vamwe 16 unovati hanzi ini ndiri MUDAVANHU mari handina asi RUDO ndinarwo saka deadline yenyu by August pa Heroes Holidays mese munenge muchienda 2 every week kusvika makwana. Neano tsvaira pa office penyu na Gardner na Guard mese as long as aine license munhu wese ipapo hapana anosara AQUA yake... Tichengeterei chipo ichi...NDATENDA" HANGU...
FOLLOW OUR WHATSAPP CHANNEL✅
https://whatsapp.com/channel/0029VaE9UbkEawdhKRuiqc3I