Nadine Sun

Nadine Sun digital creator
(2)

09/02/2025

Todays lesson from Daddy Hope hanzi
Teach children that it's okay to change their minds when new evidence emerges. Clinging to outdated views despite changing circumstances shows poor reasoning. Personal growth comes from being open-minded, adaptable, and willing to reevaluate beliefs based on new information. Embracing this mindset leads to better decision-making and greater wisdom in an ever-changing world.
Lets take a leaf from this

08/02/2025

Nyaya YemaTwins vakavharirwa Mumba mainzwawo here.Vana matwins vane makore 45 vakapedza makore 25 vakavharirwa mumba kubva pakafa amai vavo muna 2005. Baba vavo vakadzinga hama neshamwari, vachisara nevana chete. Baba ava vakabvisa bhande raamai vavo kwakuri tora uye havambobvumi kuri budisa hanzi vakaribudisa vanobva vafa.

Mwanakomana wavo akazova nevamwe maTwins, asi baba varikuti vana vako vachaita zviri kuita hanzvadzi dzako, vachireva kuti vachagara vakavharirwa saizvozvo. Baba vanoti vakavavharira kuti vavachengetedze sezvo vakatanga kurasika njere mushure mekufa kwaamai vavo.

Nyaya iyi inorwadza uye inozadza nemibvunzo pamusoro pezviri kuitika mumhuri iyi uye zvavari kuda kuvanzira vanhu.

   Art
08/02/2025


Art

16/01/2025


Ndoyakanaka anokura nayo
12/01/2025

Ndoyakanaka anokura nayo

08/01/2025

If the plan doesnt work change the plan but never the goal

Awe
08/01/2025

Awe

"True wealth lies in what money can't buy—time, love, and inner peace."
04/01/2025

"True wealth lies in what money can't buy—time, love, and inner peace."

30/12/2024

Ndokumbirawo kupostiwawo nhasi ndasvitsa 38 years

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Nadine Sun posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share