Tindoe

Tindoe I love people who’ve got that natural vibe – morals, manners, self-awareness, common sense, and a whole lotta consideration for others .
(10)

08/05/2026

Pane nyaya,𝐌𝐀𝐈𝐍𝐈𝐍𝐈 𝐌𝐀𝐊𝐀𝐍𝐀𝐊𝐀 2

Manga matoona here irisei rega tiise mu comment section,uyezve toti mamukasei kwamuri ikoko....
08/05/2026

Manga matoona here irisei rega tiise mu comment section,uyezve toti mamukasei kwamuri ikoko....

07/05/2026

Mainini nabamkuru,𝐌𝐀𝐈𝐍𝐈𝐍𝐈 𝐌𝐀𝐊𝐀𝐍𝐀𝐊𝐀 2 yaveko kuyoutube

Papera mazuva manomwe mudzimai wangu ashaya ndakagara pasi,vanatezvara ndokuuya kwandiri vachiti zvanga zvakaipei kuti t...
07/05/2026

Papera mazuva manomwe mudzimai wangu ashaya ndakagara pasi,vanatezvara ndokuuya kwandiri vachiti zvanga zvakaipei kuti tikupei chimutsamapfihwa sezvo vana vainge vachiri vacheche uyezve semunhu ainge akapedza kubvisa pfuma,ndakaswera zuva iri ndiripakudzamisa njere ndichirwisana zvakare nechitsidzo chandainge ndakavimbisana nemudzimai wangu asati ashaya chekuti zviite sei nasei handifanire kuzowana wekugara naye kana wandinopihwa nemhuri,ndichitarisa chimutsa mapfihwa chacho chinova chaive mutevedzeri wemudzimai wangu,aive munhu wekuti ukamutarisa.....👀👀handei kuyoutube timbonoone zvatakugadzirirai nhaika

mwana wamai vangu here? mavambo enyaka nyaka pamusha” #2026 ,

Mamukasei😅
07/05/2026

Mamukasei😅

zvinoitawo here kuti zvinzi munhu wechirume abatwa chibharo of Chihera and Mhofu

06/05/2026

Inzwaiwo nyaya iripano ,kune here mu4ume anonzi abatwa chibharo?

Saka nekunaka kwangu maitoti ndiri single haya mondinakidza🤣🤣🤣
06/05/2026

Saka nekunaka kwangu maitoti ndiri single haya mondinakidza🤣🤣🤣

Torukwei nhai? Toitasey....
06/05/2026

Torukwei nhai? Toitasey....

“No need for options.”
05/05/2026

“No need for options.”

04/05/2026

Word game,pane achaluza chete apa😂😂

Address

Harare

Opening Hours

Monday 00:00 - 00:00
Tuesday 10:00 - 00:00
Wednesday 06:00 - 22:00
Thursday 05:00 - 23:00
Friday 06:00 - 00:00
Saturday 00:00 - 00:00
Sunday 00:00 - 00:00

Telephone

+263715748977

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Tindoe posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Tindoe:

Share