03/11/2025
Makadii hama dzangu zita ndoitwa lietar moyo ndinotsvagawo shamwari yangu inonzi Anyway chatora kumusha anobva murehwa asi andichazivi kt papi pacho takapesana 2014 December ku kwekwe rutendo kana Paine anomuziva kana kuziva mhuru yekwa chatora kwa murehwa ndibatsireo pa number idzi +27644845647