Hatirare263

Hatirare263 News media company
(1)

16/08/2026

ZRP update: As at 1400 hours today. The Kariba RIDA boat accident death toll is now 80 following the recovery of eight more bodies on 16th August 2026.

16/08/2026

Unowanzo rohwa mari uri nechekupi maSundays? Which papa has shares in your wallet and gets a weekly dividend payout? ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜น๐Ÿ˜‚

Munhu adanana nekusangana nevanhu vakawanda haufe wakamugutsa chero zviite sei. Unogona kunzi spanner yaita diki, kana k...
15/08/2026

Munhu adanana nekusangana nevanhu vakawanda haufe wakamugutsa chero zviite sei. Unogona kunzi spanner yaita diki, kana kuti iri right asi haindisvitse pakadzama, kana kuti yakakurisa parikuda doko mbijana.

Unogona kunzi urijongwe kana kuti ehe ndizvo hazvo asi ndoda zvakati darikei ipapo, kana kunzi haaaa unozozvinyanya hatinga swereri ndinonetawoka.

You'll never be enough ndokusaka makare kare vakuru vaiti toranai Jaya nemhandara. Vaiziva zvavaiita.

15/08/2026

Tarie auya neshoko ranhasi...

15/08/2026

My son, you'll think you're special until you see her texts to other guys.

14/08/2026

Hakainde achizama maTricks but vanhu veZambia vaonera chunhu kare. If kunyangira yaona was a person ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜น๐Ÿ˜‚

14/08/2026

Hakuna ruling party inenge yahwina inomisa kuverengwa kwema vhoti. Inototi kasirai mutaure maResults. Hakainde kanenge kaenda ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

Zambia decides ๐Ÿ”ฅ
14/08/2026

Zambia decides ๐Ÿ”ฅ

๐„๐ฅ๐ž๐œ๐ญ๐จ๐ซ๐š๐ฅ ๐œ๐จ๐ฆ๐ฆ๐ข๐ฌ๐ฌ๐ข๐จ๐ง ๐จ๐Ÿ ๐™๐š๐ฆ๐›๐ข๐š ๐ฌ๐ฎ๐ฌ๐ฉ๐ž๐ง๐๐ฌ ๐œ๐จ๐ฎ๐ง๐ญ๐ข๐ง๐  ๐š๐ง๐ ๐š๐ง๐ง๐จ๐ฎ๐ง๐œ๐ž๐ฆ๐ž๐ง๐ญ ๐จ๐Ÿ ๐ซ๐ž๐ฌ๐ฎ๐ฅ๐ญ๐ฌ. Takakuudzai kuti Hakainde karikuenda makai...
14/08/2026

๐„๐ฅ๐ž๐œ๐ญ๐จ๐ซ๐š๐ฅ ๐œ๐จ๐ฆ๐ฆ๐ข๐ฌ๐ฌ๐ข๐จ๐ง ๐จ๐Ÿ ๐™๐š๐ฆ๐›๐ข๐š ๐ฌ๐ฎ๐ฌ๐ฉ๐ž๐ง๐๐ฌ ๐œ๐จ๐ฎ๐ง๐ญ๐ข๐ง๐  ๐š๐ง๐ ๐š๐ง๐ง๐จ๐ฎ๐ง๐œ๐ž๐ฆ๐ž๐ง๐ญ ๐จ๐Ÿ ๐ซ๐ž๐ฌ๐ฎ๐ฅ๐ญ๐ฌ.

Takakuudzai kuti Hakainde karikuenda makaita nharo ๐Ÿคฃ ๐Ÿ˜‚

14/08/2026

Varipa Zambia apo zvakamira sei? Tipeiwoka maUpdates, who is currently leading...

Address

G. Silundika Av
Harare
00263

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Hatirare263 posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Hatirare263:

Shortcuts

Share