26/02/2024
Seh Calaz weighs in on copyright rights issue
"Music yepa internet inodyisa less than five artists mu Zimbabwe vamwe sesu chero nhasi tikanzi hatina kana YouTube acc kana one song online toraramisa mhuri semazuva ese until copyright yasvika kuma shows ndokwatinoita zvibhakera," Seh Calaz.
Zvema copy rights izvo zvinokonzerwa nekuti producers and artists Mazhinji Havana ma terms vanoshanda because vamwe vakuda kusimuka ,vamwe will be on same level Asi Paine Ari down ,ma projects Mazhinji akaitwa pachi ghetto Yut and brotherly love and injuga zvinodzora zvino ramba,ask them to produce mapaper avakanyorerana anogona kumubuditsa Myt be Winky Chete ,kubva titange kuimba Mukomana tainzwa Vaisaimba chero riddim vasina mapepa,but now zva kupinda ku industry yese and its getting bad ,vamwe avo vari kutemba vane ma project files chete nothing else .Wangu music yepa internet inodyisa less than 5 artists mu Zimbabwe vamwe sesu chero nhasi tikanzi hatina kana YouTube acc kana one song online toraramisa mhuri semazuva ese until copyright yasvika kuma shows ndokwatinoita zvibhakera ,chenjerai kuvhiringidza basa rako producer nedzungu rekuda kuhakira,nekusada Kusarira,hapana achauya ikoko zve after vaona hunhu hwekuti wawaidya naye muchiwirirana wakumukanda pasi pebhazi because hamufambidzane ,hatina kuti Ifai nenzara ,idyai mukohwe zvamaka dyara Asi Tangai mambogara pasi mega musati mangobairira copyright or post ,nekuti vamwe havasi kuramba