07/10/2025
Mamuka sey family ππ»
Tinotenda vari kutenga mishonga. Tinoramba tichingokurudzira kuti ngatishandisei mishonga yedu sokurairwa kwatinenge taitwa.
Pamunenge makanganwa sunungukai kubvunza.
Zvakare tinotenda Mwari nokuti matestimony ari kuramba achiuya anoratidza kuti vanhu vari kubatsirwa chaizvo ne *Phytomed Herbal products.*
Vamwe vari kurwara ngatirangarirei kuti utano ndicho chinhu chokutanga, zvimwe zvese zvozotevera.
Kushanda, kuvaka, kudzidza nezvimwe zvebudiriro yeramangwana zvinogona kuitwa bedzi kana munhu ari mutano.
Musamirira kuzotsvaka rubatsiro musati muchakwanisa kufamba kana kumuka.
Chamunotonzwa mumuviri wenyu ichocho ngachigadziriswe pachine nguva.Musaverengera kurapwa.
Kune varikudzimbikana
GET WELL SOONππ»