Baba Bonna TV

Baba Bonna TV entertainment ,funny,comedies
(19)

zviriko hr kwenyu πŸ«΅πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚
16/11/2025

zviriko hr kwenyu πŸ«΅πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

16/11/2025

eish 😒

chauya namoms vacho ku siripiover zvino apa ndofunga shasha irikuvhunduka kt ndiani uyuπŸ˜‚πŸ«΅πŸ«΅πŸ«΅
16/11/2025

chauya namoms vacho ku siripiover zvino apa ndofunga shasha irikuvhunduka kt ndiani uyuπŸ˜‚πŸ«΅πŸ«΅πŸ«΅

16/11/2025

anenge anofunga nebhinzi chete aaaah kujecha hr vakomana asi haaa bit by bit tinosvitswaNashe chete...inguva babanguweee

16/11/2025

πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ«΅ handisi kt chii kana kt chii nhaimi nhaimi nhaimi

Muface wangu aona number dzechikomba mufoni yemukadzi wake akandibvunza kuti oita seyi. Ndamuti chinjanisa mazita panumb...
16/11/2025

Muface wangu aona number dzechikomba mufoni yemukadzi wake akandibvunza kuti oita seyi. Ndamuti chinjanisa mazita panumber dzechikomba wonyora rako then panumber dzako wonyora rechikomba. Haa izvozvi anzwa nekutumirwa manudes namadam vake. Apa akuramba nawo asi ndini ndamupa plan. πŸ«΅πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

vechechi iya yekunwa hwahwa vatopedza zvavo service
16/11/2025

vechechi iya yekunwa hwahwa vatopedza zvavo service

16/11/2025

wazvinzwa ka mwana wasahwira wangu bhururu πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

16/11/2025

Mwari haana face,haana gender,haana skin colour,God is ENERGY πŸ™and SOURCE ..

dai shungu dzaiuraya ndakafa kareeee
16/11/2025

dai shungu dzaiuraya ndakafa kareeee

Address

Emerald Hill Harare
Harare
04

Telephone

+263715449716

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Baba Bonna TV posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Baba Bonna TV:

Share