13/06/2024
Makadii pano vanhu vaShe veduwe ndaita dambudziko kubasa kwangu pane munhu arikutsomana nekuda ndidzingwe pabasa arikushaya reason. Ndikudawo rubatsiro kana remedies yekuti vasiyane nezita rangu. The person has a higher rank and we work kwakatosiyana by far but anouya kwangu just to find reasons
Thanks kune wachabatsira 👏