Faith Maita

Faith Maita Guhwa to the guhwest

21/05/2024

🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Apa vafukunura wrong pics indava murikuda kutyisa ma ghost musapusiskwe imi

18/05/2024

Ko nhai Ambuya Mlambo tablokwa ka ku comment section yako na tete nekuti tati havagone ku analysa nyaya vanongotora one side
🤣🤣🤣🤣🤣

17/05/2024

Mai welly ndianiko ndarasika kkkkk

17/05/2024

Vanhu why are you surprised olinda na stunner vakabvira kare vachigumanisana zviweti ava

16/05/2024

Nhai imi ko Ma Nyoni aripiko

16/05/2024

Hanzi varakashwa ne zanu ngavaite life timboona kuti ichokwadi here
🤣🤣🤣

Pabva parades kana one awuya live timbovhura ma bags atatora pa hithiro
14/05/2024

Pabva parades kana one awuya live timbovhura ma bags atatora pa hithiro

Address

Harare Zimbabwean
Hatfield

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Faith Maita posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share