31/08/2025
πππππ
Tinokumbirawo mari dzenhamo yaBrother Munashe dzifambirwe nekukasika dziuye dziwana kushanda.
Kune vakazvipirawo vangada kuita ma contributions in form of cash or kind towards the funeral sunungukai kuita sokudaro.
Ma groceries zvekare anokumbirwawo kuti auye awane kushanda nokudaro tinokumbirawo kuti ane chaainacho aunze kunyanya
1. Cooking oil
2. Salt
3. Sugar
4. Muriwo- vegetables tomatoes cabbages onions
5. Rice
6. Hupfu/chibage
7. Nyama
8. Kana zvimwe zvamuinazvo zvingangobatsira.
Sunungukai kusvika muchiona Virginia kana kumubata pa number dzinoti 0775 300 744.
Tinokumbirisawo vatenderi rubatsiro rwenyu tifambise basa iri nokuti brother anga ari mwana wedu.
Thank you