Domboshava.coms

Domboshava.coms Ko ndisu tine dotcom reseka muDomboshava.

04/11/2022

………… *VACANCIES* ………

_*OPEN SKIES INFANT SCHOOL*_

Open Skies Infant School is looking for qualified and experienced candidates to fill the below vacant positions for January 2023:

1. ECD A & B
2. Grade One
3. Grade Two
4. Grade Three
5. Grade Four
6. Grade Five

_*QUALIFICATIONS AND EXPERIENCE:*_

a. A diploma or degree in education from a reputable institution.

b. At least five years post qualification teaching experience. Experience gained at a Private school will be an added advantage.

c. Ability to coach at least one sporting activity such as swimming, cricket, tennis, or any other.

d. Excellent communication skills.

2. Visual and Performing Arts (VPA) Teacher

a. Diploma or degree in education with a Music major.

Ability to play various musical instruments including but not limited to Piano,Marimba, Mbira and Guitar will be an added advantage.

3. ICT teacher Diploma or degree in Information Communication and Technology.

Applications with CVs and cover letter INDICATING POST BEING APPLIED FOR should be hand delivered to :

Mawonera General Dealer, Mverechena, Domboshava on or before 11 November 2022.
WhatsApp
+263772 270 707

12/10/2022
02/06/2021

Chitupa vigai mubin ndirimudzimai ane makore 37 ekuberekwa murume wangu akamitisa mwana we sister saka ini hangu handichina mafeeling nemurume wangu ndodii hama imba yangu ndinoida

29/08/2018

Muporofita akapa vana 'poison' -- Madzibaba wekuDomboshava akasungwa mushure mekubatisa mumwe wevana vake moto, ndokuisurazve vana vake vatatu poison muchinwiwa, pashure achibva atema imbwa dzake mbiri nedemo dzikafa mushure mekunge agumburwa nenyaya yekuti mumwe wevana ava ainge abvisa d***o remhiko dzemuteuro iro rinogariswa muchoto

Kuchitiwo kuKwekwe kune mukadzi akafa mushure mekunwiswa guchu remuteuro nemuporofita wechikadzi uyo akabva asungwa

Ummmm . . . Nyama yembwa kunaka -- nyama yembwa inonzi iri kumhanyirirwa kuBulawayo uko murume anonzi Ndebele ari kuti anoihidhesa kuvanhu vanonotengesera nekubikira makorokoza kuNkayi

Chikwambo chiri kubata mwana chibharo -- ndizvo zviri kurehwa nemurume weKezi uyo ari kutongwa nemhosva yekubhinya mwanasikana wake achiti handiye akazviita, asi kuti chikwambo

Akabaya mwana wa'boss' arambwa -- kune mutume weHurungwe ari kutsvagwa nemapurisa nemhosva yekubaya nebanga mwanasikana wevaaishandira mushure mekunge anyimwa rudo rwaainge amukumbira

Akapondera tete dhishi repurasitiki -- uyu murume wekwaChivi

22/08/2018

MASHURA! - Zvitunha zvisina misoro maoko nemakumbo - svondo rino Kwayedza yafushunura nyaya 4 dzekupondwa kwevana kana kuti kufukunurwa kwemakuva evana, mitumbi yavo ichibviswa mitezo. kuEpworth chidimbu chemutumbi wechitunha chemwana icho chakadamburwa nemuchiuno kuzasi kubva kwatorwa chakafuma chakaita zvekugadzikwa pamusiwo wemba yeimwe shirikadzi. Hapana ati aziva kuti mwana uyu ndewani kuDzivaresekwa Extention, mwana ane makore 5 akashaikwa sanhasi, fume mangwana mutumbi wake wakandinyetwa musaga wakakandwa kunorasirwa marara. Uyu vabereki vake vava kuzivikanwa koti kumakuva ekuGranville, kuMbudzi, kune guva remwana rakafukunurwa, chitunha ndokuiswa paruware apo chakabviswa musoro, maoko nemakumbo ndokubva chasiiwa chiripo. Vabereki vemwana uyu vari kuKuwadzana. kuchiti mapurisa ari kuferefeta imwezve nyaya yeguva remwana iro rakafukunurwa kuBende, kuNyanga.
Munyaya dzose idzi hapana ati asungwa asi Kwayedza inobvunza kanzuru yeHarare kuti iri kuchengetedza makuva zvakanaka here, Ko sangano reZinatha rinoti kudii uye mapurisa eZRP ava papi neongororo

Vogochwa nemoto wemapipi -- moto uya wekunzi unongopisa zvinhu kuBocha, kwaMutare, unonzi wava kupisa vanhu avo vainge vapata musha vava kugara kumunda

Ambuya vobata mukuwasha huruweki -- ava Amai vemuHarare hanzi havadi kujairirwa, vanobata mukuwasha pahuro kana anetsa mwana wavo

Mwana akabhinyirwa maZepi -- iyi iri kuChitungwiza uko kune rume remutuck shop iro raitsvetera mwana nemaZepi richimubata chibharo

Imimi pamakabhuroka kudai, muri kuziva here kuti kasikana kanodzidza paJohn Tellach kakahwina US$3 000 cash? Irimo iyoyo

Bhachi renhaka rauraya vanhu 20 -- Bhachi rakapihwa mukuwasha senhaka iri rapedza mhuri yake kwaZimunya, kwaMutare. 20 v...
04/07/2018

Bhachi renhaka rauraya vanhu 20 -- Bhachi rakapihwa mukuwasha senhaka iri rapedza mhuri yake kwaZimunya, kwaMutare. 20 vakatofa kusanganisira iye nyakupihwa uye vamwe vari kurwara

Mukuwasha wekuroora neZim$ 'ozviruza' -- mukuwasha wekwaSeke uyu atorerwa imba yake nanatezvara vake vekuGokwe mushure mekunge mukadzi wake afa vachiti haana kuroora. Iye ari kuti abvabvisa maZimdollar. Akatonyoreswa chibvumirano chekupa imba kuna tezvara

Mapositori akafukunura guva remwana -- iyi yakaitika kwaSeke, kuChitungwiza. Hanzi haana kurara mushe

Ticha akafira parufu -- uyu nditicha paKuwadzana 6 Primary, muHarare

Hide id. Ko Dotcom ndimi mune yese tipirei ka nyaya yemusikana anetsakwamunyawiri nechipfambi pad***oshavapenyu apo anon...
27/06/2018

Hide id. Ko Dotcom ndimi mune yese tipirei ka nyaya yemusikana anetsa
kwamunyawiri nechipfambi pad***oshava
penyu apo anonzi Paidamoyo Lynet
Musavengana anogara paMunyawiri anzi
anopinda nematicha epa xul ipapo madrivr
emakombi nerimwe boyz rekushowgrnd hanzi
zvanyanya.

Ony'ura makumbo mudumbu -- mukadzi uyu ari kuDomboshava, kwaChinamhora. Hanzi makumbo ake anopinda ese mudumbu kusvika m...
27/06/2018

Ony'ura makumbo mudumbu -- mukadzi uyu ari kuDomboshava, kwaChinamhora. Hanzi makumbo ake anopinda ese mudumbu kusvika mumabvi achiyuwira nekurwadziwa. Hanzi zvikwambo zvinogona kudariso.

Mabhurugwa emadzimai oendeswa kun'anga -- Kune vakadzi vaviri vari pabarika kuChitungwiza vari kuti murume wavo akatora mabhurugwa avo akaenda nawo kun'anga yekuHatcliff uko akanosotwa.

Mombe yekutaura chiManyika Part II -- inzwai pasvika nyaya yemombe yekwaZimunya, kwaMutare inonzi iri kutaura

Mwana (11) ogara mudondo -- Mwana mukomana wekuMhondoro uyu ari kugara musango achiita chikafu chekukwangwaya mushure mekunge atiza kubatwa huchapa kumba kwavo

Murume oudzwa kuti . . . "Ndipe nguva yekumbokechwa" -- mukadzi wekuBirrowdale, muHarare ari kuudza murume wake uyo anga achimboshandira kunze kwenyika ndokuzodzoka kuti asiyane netsika yekungomuteeredza achimuchengera, asi kuti ambomusiya achikechwa

Mombe iri 'kusasa' chiManyika -- chief Zimunya kwaMutare uko ndivo vari kuti kune mombe mhou iri kunyatsotaura kunge mun...
20/06/2018

Mombe iri 'kusasa' chiManyika -- chief Zimunya kwaMutare uko ndivo vari kuti kune mombe mhou iri kunyatsotaura kunge munhu. Hanzi vane nharo huyai muzvinzwire nemusi weSvondo.

Anorova mukadzi ari musvo -- Mukadzi wemuHarare ari kuti anzwa nekuonererwa nevana nevavakidzani apo anorohwa nemurume wake asina kupfeka, iye ozotiza ari musvo, vanhu vakayeva

Akazviuraya nyoka yake yatorwa -- uyu murume wekuMhondoro uyo akanwa mushonga ndokufa mushure mekunge nyoka inonzi ndeyake yatorwa nen'anga

Guva idzva rakafukunurwa -- pane vanhu vekuDomboshava vari kuti chitunha chehama yavo yavaingobva mukuviga chakatorwa, guva rikasara rakashama uye pakatsikwa nezitsoka hombe hombe nematsimba emhuka

Vana vakadyisa baba nembwa -- kune vanakomana vaviri vekuNkayi avo vakasungwa nemapurisa nemhosva yekuponda baba vavo, ndikusiya mutumbi wavo uchidyiwa nembwa

'Eheka, wakandibata nechikomba ... Inga ndakakuti sori wani? -- mukadzi wemuHarare uyu ari kuudza murume wake kuti asarambe achimusembura nenyaya yekuti akamubatikidza aine chikomba sezvo akamuti "sorry"

Tiri munadhaka: Mutasa -- ndiLloyd Mutasa ari kutaura pamusoro pechikwata chake cheDeMbare

14/06/2018

Address

Marondera

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Domboshava.coms posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share