26/07/2025
[7/26, 5:49 PM] +263 77 : Shalom good people, how long did your shortest relationship lasts....?just type in the comment section,chii chaikaitika.......Munhu wese huyai tinzwe
[7/26, 5:58 PM] +263 7: Mine lasted 4 days the vibe yakaita off day randakamubvuma anga asisina nyaya neni and also different views panyaya dze bonde inin ndaiti no iye achiti yes a relationship should be transactional zvikabva zvatovharana
[7/26, 6:03 PM] +263 71 : Ini yangu it was just 2 days tisati tambo nyanyozivana munhu anga akutoti huya kumba for 1 night timborara
Hanzie dakuona kuti uri virgin hrendisatambise nguva yangu
Haaa bvandatomuti haukuna kwatikuenda abva atotsamwa bvazvavharana
[7/26, 6:05 PM] +263 78: Mine 2weeks hanzi why uchindnyima tym unogara uri busy nexol yakoe apa wakuda ndiona unongoda ndionera mutown chte semwana mudiki unofana kuya kumba kwatinenge tiri 2 saka chimbokura ndozodzoka 😂ndikati famba famba xaa😅🚮