Tanya

Tanya Hustle hard pride won't pay bills 👌👌

26/05/2026
Africana
26/05/2026

Africana

*Nhoko YeTsuro Remedy🐇*Inobatsira kuwanisa basa,kudzora vadiwa venyu uye kuita lucky remari- tora nhoko dzetsuro 6- ⁠3 i...
26/05/2026

*Nhoko YeTsuro Remedy🐇*

Inobatsira kuwanisa basa,kudzora vadiwa venyu uye kuita lucky remari

- tora nhoko dzetsuro 6
- ⁠3 isa muweti yako yekutanga mangwanani wosanganisa nemvura uekugeza
- ⁠3 isa mumafuta ako ekuzora muviri wako
- mafuta aya ane nhokodze tsuro unofana
kumazora everyday kusvika apera

28/01/2026

Hi family, hope you're all doing well.I miss you

28/01/2026

Relationship 👩‍❤️‍👨👫ndochimwe chezvinhu chinogona kukanganisa hupenyu hwako zvachose 💔😭be careful,
Pray 🙏and be sensible kana woda kupinda murudo ❤️,
Love can turn bright 🌞 future into miserable life ,
Zvinorwadza 💔kuziva kuti munhu waunoda❤️ is actually in love 😍with someone else

Zvinozonyanya kurwadza to fall in love ❤️nemunhu anenge achito Funga dzakewo 👿,every relationship is a game of risk 😳,hapana anogona kuziva kuti ndiri kusarudza munhu kwaye /or kuti zvichashanda here 🙄,some relationship
Mistakes 😓can cause life tym regret

Search for a good moyo ❤️,kwete chiso chakanaka 👩‍💼and big Shure ,
Beautiful things are not always good ,asi rangarira izvi good things are always beautiful 😍❤️💯✌️,
Kukura or pressure ngaisava reason yako yekuroorwa or kuroora ,kana uri single sometimes means GOD is putting u in reserve for munhu Aribho 🤞

Don't allow the rate of vanhu Ari kuchata 💒 makes u feel left alone 😥,ayisi yese muchato 💍💍iri Normal mamwe mabhomba akamirira kuputika ,
While some marriages are motivated nekuda Lula Lula 🍑🍆,and money 💸 greed pasina kana rudo ❤️mukati

Becare ful nemunhu wauchadanana naye ,the heart ❤️ of a human being inozivikanwa chete na MWARI 🤔🤔🤔

Forget face, magaro, fame, shape, qualifications and money 💸,all things become irrelevant ne nguva Shoma wava mu marriage

Address

Nyanga

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Tanya posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Tanya:

Shortcuts

Share